O-LEVEL —NDIKO KUSASANA: Lily anouya pamba panogara Mugadzi

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 4 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Musi uyu pfundi yati dzingwei nehwahwa rume ndokutora rimwe bhodhoro mufiriji ronwa zvaro. Anoshevedzera mukadzi wake ndokumbomira achida kuona kuti ari kuterera…

Kufunda handi mapepa bedzi

MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mugabe vanoti dzidzo yemuZimbabwe inofanirwa kuvandudzwa kuitira kuti ifambirane nezvinodiwa munyaya dzebudiriro yeupfumi hwenyika sezvinangwa zveZim-Asset. President Mugabe vakataura mashoko aya svondo rapera muHarare apo

Baba vakamitisa mwanasikana

Muchaneta Chimuka MURUME wekuGlen View 3, muHarare akamira mudare achipomerwa mhosva yekubata chibharo mwana wemukoma wake ane makore 15 okuberekwa kwegore rose kusvikira abata pamuviri. Murume uyu, uyo ane makore 20…

GRADE 7: Zvinoshandiswa pakunyora

Ticha Danga BASA rekutevedzera mitemo yekunyora rinoita kunge jee kana dambe asi kana bvunzo dzasvika ndipo panozoonekwa ngana uyo anga achifanirwa kunge achibuda zvakanaka achizokoromoka. Nekudaro tinoda kubatisisa nyaya iyoyi…

‘Ndakasiirwa chikorobho bedzi’

Kudakwashe Chinokuya MUMWE murume akapotsa aridza mhere mudare apo aitaura pamusoro pekushungurudzwa kwaari kuitwa neaimbove mudzimai wake uyo waanoti anofamba achitaurira vanhu kuti murwere uye akamutorera midziyo yose yemumba ndokumisiira…

Miti inoyera pamusha

Muchaneta Chimuka MUKURARAMA kwevanhu vatema, kune zvimwe zvinhu zvinonzi zvinoera, izvo zvekuti kana munhu akazvipikisa anogona kusangana nejambwa kana kupinda mutsekwende. Zvinoera izvi zvinosanganisira nzvimbo dzakaita seninga, makomo, masango, nzizi nezvimwe. Kunze

Anosunungutsa vakadzi

Daphne Machiri MURUME wekuEpworth anonzi ashura mare nekusungutsa vanhukadzi vakazvitakura apo anenge akasvikirwa nemudzimu kana kuti akabatwa nemweya wengirozi yekuporofita. uye akatanga kuita basa iri mugore ra1996. VaSingLawyer Mushunje (51) vanogara panhamba…

Ndinorova mbanje, Doro: muporofita‘. . . ndichisvuta bute nekudya nyama mbishi’

Kingstone Mapupu IMBOZVINZWIRAIWO! Murume uyu muporofita wechipositori, anosvuta bute, achirova mbanje; doro anonwa – zvose rechivanhu se“Seven Days” kana kachasu. Remumabhodhoro se“whisky” anodhudhudzira uye anodya nyama mbishi seyechiropa kana yesusu…

‘Hapana chinotadzisa Zimbabwe kubudirira’…Chechi yoronga musangano wezvemabhizimisi

Mathew Masinge CHECHI yeAssigned Ministers Ministries International (AMMI) ichaita musangano nguva pfupi inotevera unodaidzwa kuti Business Symposium nechinangwa chekupa mukana kuzvizvarwa zveZimbabwe kuti zvipangane mazano ane chekuita nekusimudzira upfumi hwenyika. Apostle

Zvikoro 40 zvokweshana mumakwishu emarimba

Daphne Machiri KUCHANGE kusingadanwe anonzwa neChishanu svondo rino muguta reHarare apo zvikoro 40 zvepuraimari nesekondari kubva kumativi mana enyika zvichakwikwidza mumakwishu ekuridza marimba, anodaidzwa kuti Tambarira Marimba Festival. Murongi webasa iri,…

×
×