‘N’anga nemaporofita havarape aids’
Malven Mugadzikwa SANGANO reNational Aids Council (NAC) rinoti hakuna n’anga kana muporofita anokwanisa kurapa utachiona hweHIV kana chirwere cheAids uye veruzhinji vanofanirwa kungwarira avo vanoti vanorapa denda iri. VaFreeman Dube, avo…
Tiine vana vadiki mundangariro
KUSHAIkiRWA nevabereki chinhu chakaoma. Nguva zhinji tiri panhamo kana pasisina mubereki, hama dzinoisa misoro pamwe chete kutarisa kuti pane angakwanise kuriritira vana here. Kana vana vari vatatu kana kupfuura tinoona kuti…
Nhaka yevana vakaberekwa kunze kwewanano
SVONDO rino tinoda kutaura pamusoro penyaya inogarotaurwa nevanhu vakawanda. Tinoda kutaura pamusoro pevana vanozvarwa kunze kwewanano kuti vakafanana here neavo vanoberekwa muwanano? Vane kodzero dzakafanana here? Mukutaura kwedu tinoshevedza vana…
Kudza baba namai vako
CHINANGWA chokuenda kuchechi ndechokutsvaga ruponeso rwomweya. Asika mweya unopawo chikafu kunyama. Saka kana wasvika pane vanonamata, handi shoko raMwari chete raunobva wakagukuchira. Vamwe vanonzwa nokuona twakasiyana-siyana zvinoita kuti zvavanzwa
Kumakuwerere svondo rino!
Tandayi Motsi MUTAMBO wemukuru wemapurisa weCommissioner-General of Police’s Funfair uyo wakananga kupemha mari yekubatsira vanotambudzika senherera uri kuyamura zvikuru sezvo pari zvino vadzidzi vanodarika 600 vari kubhadharirwa mari dzechikoro. Mutauriri wemapurisa
Bhegi remari nenyoka
SAKA kuita bhegi hazvireve mari chete, asi unogona kuita bhegi remari nenyoka! Kufanana nemamwe mabhegi atinongoona akapakatirwa nevanhu mutaundi umu, anogona kunge aine zvinonanaira, zvinosvosvoma nezvinoshinyira semuchinda wekubatwa aine nyoka…
Ngwarirai mbeu yemukoto: Seed Co
Kingstone Mapupu KAMBANI ine mukurumbira wekuuchika mbeu dzakasiyana yeSeed Co Zimbabwe yokurudzira varimi kuti vatenge mbeu muzvitoro zvinozivikanwa uye kuti vangwarire kutengeserwa isina kukodzera pamusika wemukoto nemakoronyera panguva iyo mwaka…
Vopura mari nenzungu
Kingstone Mapupu VARIMI venzungu kubva kumativi mana enyika vowana mukana wekutengesa zvirimwa zvavo zviri nyore kukambani itsva yeSharlom Peanut butter Project iyo iri mubhizimusi rekukuya dovi kuMbare, muguta reHarare. Muridzi wekambani…
‘Vechidiki musagarire mawoko nguva ino’
Kingstone Mapupu MURIMI wechidiki kudunhu raMambo Bepura kuGuruve, kuMashonaland Central okurudzira vamwe vezera rake kuti vasagarire mawoko asi kuti vapinde mukurima zvirimwa zvakasiyana zvakaita sefodya izvo zvinogona kuvapa pundutso muupenyu…
‘sungai dzisimbe’…DeMbare taimirira – Antipas -Hatifambire pasina: Muzadzi
Abel Ndooka MURAIRIDZI weChicken Inn, Joey “Mafero” Antipas, anoti mutambo wavo weCastle Lager Premier Soccer League wesvondo rino apo vari kusangana neDynamos kuBarbourfields, kuBulawayo, wakavakoshera zvikuru sezvo uri iwo ucharatidza…








