Vose vachiri kufona pa0717 215 871 cheregai henyu nekuti ndakamuwana . . .
NDINOKUTENDAI zvikuru veKwayedza nekugona basa. Ndakawana musikana wangu wandinoda saka vese vachiri kufona pa0777 141 412 chiregai henyu.
Varimi venzimbe vowedzera zvimwe zvirimwa
VARIMI venzimbe vekuChiredzi vovandudza mabasa avo kuburikidza nekurima zvimwe zvakaita sefodya pamwe nekuita mabhindauko ekuchengeta zvipfuyo.
Batsirai Sharon ne$500
MWANA wekuGuruve ane makore mana okuberekwa, uyo ane dambudziko rekukura musoro wake zvakadarikidza, ari kutsvagawo rubatsiro rwe$500 yekuti anoburitswa mvura irimo kuchipatara.
Varume ongororwai ropa renyu: NAC
SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rinoti zvakakosha kudzidzisa vanhurume kuti vave nechido chekuongororwa ropa kuitira kuti vazive pavamire maererano neutachiona hweHIV nechirwere cheAIDS sezvo
‘Batsirai zvikoro zvamakadzidza’
VERUZHINJI vari kukurudzirwa kubatsira mubudiriro yezvikoro zvavakadzidza nenzira dzakasiyana sekupa mabhuku nedonzvo rekusimudzira dzidzo munyika.
Kuziva mitupo kwakakosha
Ticha Danga NEMHAKA yekuti mugapu munokandwa twose twose, tinoda kuedza kutsvaga twose kana netwatakasiya mumashure titwukande imomo kuti tigadzire mudya ndakasungwa maererano nechiShona chedu nedzidzo yamangwana nekuti
Mbavha Muchaneta anobira amai vake
Chenai Mwoyo” naChakambodei Chirandu (21-25) ONGORORO (Enderero mberi):
Mugadzi haachada Sekai zvachose
CHITSAUKO 8 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mugadzi anomboramba akanyarara ndokuzopindura achiti haasisina basa naSekai, iye Chekure ngaauye
Sekuru vakafa vachipiswa kumakuva (Onai Vhidhiyo munyaya yacho)
Kingstone Mapupu naMalven Mugadzikwa MURUME harahwa wekwaSeke – uyo aipomerwa kuva muroyi – akapondwa achiita zvekupiswa nemoto, kurohwa nemazishamhu ane minzwa nemabakatwa (zibanga) uye achidzipwa nechikwata chevanhurume vaive pachaunga,






