Akabaya tebhuru apotsa mudzimai

MURUME wekunzi anochengera zvikuru kuburikidza nekuongorora kuti hapana here munhurume anotaura nemudzimai wake panhare nekuronda mafambiro ake akamiswa mudare nemukadzi uyu.

GRADE 7: VANA VAKATSVUNHA

Memory Mangombe GORE rino vana vakawanda vakanyora bvunzo dzeGrade 7 dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) vakatsvuna zvikuru.

Akanozvisungirira pabasa ‘pechimoko’

MURUME wemubhuku raMazhindu, kwaShe Nenguwo kuMarondera, anonzi akakundwa neshanje ndokunozviuraira pamba paishanda shamwarikadzi yake mushure mekunge amushaya ndokufunga kuti akange anosasana nechimwe

MAONERO EDU: Kugocha munhu kunge nyama?

SVONDO rino tine nyaya inosiririsa zvikuru. Iyi inyaya yemurume harahwa wekwaSeke, kuMashonaland East, uyo akafa ichiita zvekupiswa nemoto pamwe nekurohwa mushure mekunge anangwa huroyi.

‘NDINE MUTI WEKUBATA MUKADZI NECHIKOMBA’

TSIKA yevanhu vanoita zvegumbo mumba, gumbo kunze yagara ichinetsa, kunyanya pakati pevakaroorana uye dzimwe wanano dziri kuparara nekuda kwekatsika aka.

Akadzingwa nehama dzemukadzi wake

Cassius Mushore MURUME wekuendeswa kudare neaimbova mukadzi wake anoti mudzimai uyu akabatsirana nehama dzake kumudzinga pachitoro chavakavakisa vose nekudaro haana dzimwe nzira dzekuwana mari yekuti ariritire mhuri.

2016 psl ndeyedu: Harare City

GORE rino zvikwata zviviri zvinoti Chicken Inn FC neHarare City FC zvakaratidza kuti zvimwe zviri kusimukira zvinogonawo kutamba nhabvu inodakadza iyo inotambwa nezvimwe zvikwata zvikuru.

‘Chirwere chinotevedza mhuri, dzinza’

TSVAKIRIDZO yakaitwa neKwayedza padandemutande inoratidza kuti chirwere che”macrocephaly” chinotevedza mhuri kana kuti dzinza.

Mumwe wavo akamiswa mudare

DAVID Mahungo, murume wekwaSeke, akamiswa pamberi pedare reChitungwiza Magistrates’ Courts nemusi weChipiri svondo rino achipomerwa mhosva yekuponda.

Internal devaluation option..‘Reduce taxes, licensing fees’

Harare Bureau THE government should reduce taxes and licensing fees as part of the process of internal devaluation in order to improve the ease of doing business and to enhance…

×
×