‘Mhirizhonga muzvikoro bodo!

Muchaneta Chimuka SANGANO reTag A Life rinoti nyaya dzemhirizhonga dzinobvira kudzimba dzichizopinda muzvikoro umo vadzidzi vanoshungurudzana pachavo kana kuti nevamwe vanhu vavanosangana navo.

Tendai anorara achizvibvunza

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 3 (Ongororo: Enderero mberi) Mumwe muenzaniso wenyaudzosingwi tinouona paPeji 19 uyo unotitsanangurira zvinenge zvichiitwa naVaMushayazano. Hunzi mukuru uyu “.

Rudo anotevera Joe Rug

Ticha Ticahziva CHITSAUKO 2 (Nyaya yacho) MuGweru, Rudo anosvikowana murume wake asipo pamba. Aisigaronzwa kuti kune chinhu chinonzi bhawa asi ainge asati ambosvika pedyo naro. Mukadzi waanofamba naye vakananga kubhawa…

kurova vana muzvikoro

Vana vava nhubu: ptuz ‘Wangu ini maticha rovai’ ‘Iyi imhirizhonga – Zimta Isu tichangovasiya: Ticha

Akafenda azvichecheudza

‘Kuchipatara ndaitya kunoongororwa ropa’ Hardway Nyakuwarwa MURUME wekwaRusape akapotsa aenda kwamupfiga nebwe nguva pfupi yadarika apo akafenda mushure mekunge abuda ropa rakawanda ndokunomukira kuchipatara apo ainge azvichecheudza oga.

Mabhonzo paguva idzva

‘Kushinha uku, zvakaitwa nevanhu’ Kingstone Mapupu VANHU vaive vachangobva mukuviga chitunha chemumwe mukomana kwaMafuruse, kwaShe Nyashanu kuBuhera, havana kana neremuromo

MAONERO EDU: Kondomu kumwana: Itsika dzipi idzodzo?

MAZUVA ano pane nyaya iri kutsviriridza zvikuru iyo iri pamusoro pekuti vana vechikoro vopihwa makondomu here kana kuti kwete. Izvi zvinotevera chikumbiro chakaitwa nemamwe masango anoona nezveutano kubazi redzidzo yepuraimari…

Murume ane hutsinye . . .aida kupfekera mukadzi kamba

Achimurova nesimbi Omuswinya nepinjisi . . . asina kupfeka

Hakudiwe zvitsvuku munguva yezhizha

‘Chivi mukadzi kupfeka tarauzi’ Vanhurume havarukwe misoro Kingstone Mapupu ISHE Negomo vekuChiweshe, VaLucious Chitsinde (45), vanoti zvakakosha kuti vanhu vatema varambe vachichengetedza tsika nemagariro avo sezvo zviri izvo zvinoumba hunhu…

Gwirikwiti: Zviratidzo, dziviriro nemarapirwo

Muchaneta Chimuka GWIRIKWITI chirwere chinoonekwa nezviratidzo zvinosanganisira kupisa kwemuviri kwakanyanya, kukosora pamwe nekuita madzvanga paganda ayo anodaidzwa muchiRungu kuti koplik spots uye mamwe acho anogona kuita mukanwa.

×