Ebola, chivanhu nechitendero
Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo Ebola iri kuramba ichitekeshera kunyika dzekuWest Africa nekumamwe matunhu, kune chimwe chikwata chevanhu chinoda chenjedzo yakasimba, sevarapi vechivanhu nevemakereke kana maporofita. Vamwe vavo vari kutsanya siku…
Bvunzo dzeo-level dzodzokorodzwa
VADZIDZI vakanyora bvunzo dze2014 Zimbabwe School Examinations Council dzeO-Level English Paper 1 ne2, uye Mathematics Paper 1 ne2 vari kuzonyora bvunzo idzi patsva zvichitevera kufanoonekwa kwakaitwa mapepa ebvunzo idzi nechikiribidi…
‘Ipa vana rudo, rutsigiro’
Nyasha Mutena RIMWE sangano rakazvimirira, reRegional Psychosocial Support Initiative, rinoti vana vanoda rudo, rutsigiro pamwe nedziviriro kubva kuzvimhingamupinyi zveupenyu zvinosanganisira izvo zvinogona kuvatadzisa kuti vadzidze zvakanaka. Chamangwiza weREPSSI, Mai Noreen
Soccer Star osarudzwa
Abel Ndooka SVONDO rino neMugovera vatori venhau pamwe nevarairidzi 16 vezvikwata zvinokwikwidza muPremier Soccer League nemakaputeni acho vachasangana muHarare apo vachavhotera kuona kuti ndeupi mutambi achahwina mubairo weSoccer Star of…
Akaigochera pautsi
Muchaneta Chimuka NYAKUTYORA gwaro rerunyararo rainge rambotarwa nedare akazvisikira moto muziso sezvo akazotongerwa kubvisa faindi ye$100 nedare reChitungwiza Magistrates’ Courts uye kukundikana kwake aizonodya refovhoro kwemwedzi wose. Trymore Justine (36), wepanhamba…
Vasinganyatsonzwa vakabatsirwa
Tatenda Moyo VANHU vanosvika 276, vakuru nevadiki, avo vanorarama nedambudziko rekusanzwa zvakanaka vakabatsirwa pachena nemichina inovayamura kuti vanzwe nerimwe sangano rakazvimirira. Gungano iri rakaitwa paLeonard Cheshire Centre muHarare svondo rapera…
Mbavha dzematv dzakasungwa
Shamiso Kufaruwenga GAVA rakazodambura musungo kune dzimwe mbavha mbiri dzekuChitungwiza idzo dzakazobatwa ndokutongerwa kugara mujeri kwemakore masere mushure mekunge dzarura nekuba materevhizheni echizvino-zvino. Muchuchisi wedare reChitungwiza Magistrates’ Courts, Pauline
Nyakoko ochema nevakotsveri
Abel Ndooka SHANGWITI yemujaho wewiricheya Wilson Nyakoko anoti otemeswa musoro zvikuru nekushaya vakotsveri vanokwanisa kumutengera wiricheya itsva kuti akwanise kuzokwikwidza mumakwikwi akasiyana. Anoti kushaya rubatsiro kwaari kuita kuri kukanganisa tarenda rake…
‘Koshesai zvidzidzo zvemitambo netsika’
Daphne Machiri ZVIKORO zviri kukurudzirwa kukoshesa zvidzidzo zvemitambo netsika kubvira kupuraimari kusvika kusekondari sezvazvinongoita kune zvimwe zvidzidzo. Kurudziro iyi yakaitwa nasachigaro weNational Association of Primary Heads kudunhu reMbare/Hatifield, Mai Benita…
A-LEVEL — MUBAIRO: Andrew anonokurukura nachiremba waGeorge
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 23 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Achinzwa izvozvo, Andrew anobva amutevera ndokukumbira kutaura naye achida kuziva kuti zviri kumbofamba sei maererano neurwere hwasekuru vake. Anoudzwa kuti zvainge zvakatumirwa…










