Mabatirwo ezvitunha zvinobva kunze kwenyika

Nqobile Tshili naThupeyo Muleya  HURUMENDE inoti mitumbi yevanhu vose vanofira kunze kwenyika ichabatwa sekunge ine Covid-19 uye inoongororwa zvakasimba isati yatenderwa kupinda muno. Vanofa nenjodzi nevane maronda akaipisisa ndivo vasingaongororwe…

Vanhu 31 vabatwa neCovid-19 muZim

Munyori weKwayedza VANHU 31 vawanikwa vaine coronavirus – hutachiona hunokonzera chirwere cheCovid-19 –pavanhu 6 067 avo vavhenekwa denda iri kusvika pari zvino muZimbabwe. Pavanhu ava, vana vavo – varume vatatu…

Covid-19 nevatyairi vemagonyeti

Mthabisi Tshuma naPatrick Chitumba  NECHINANGWA chekuedza kumisa kutapurirana nekupararira kwechirwere cheCovid-19, Hurumende inoti vatyairi vemagonyeti vanofanirwa kuva nema”thermometer” ma“face mask” nemishonga yekugezesa maoko pavanofamba. Mirawo mitsva iyi iri mumutemo weStatutory…

Mvura yemahara kuChi-town

Muchaneta Chimuka SENZIRA yekuderedza nyaya dzekuungana kwevanhu pazvibhorani apo vanenge vachitsvaga mvura, sangano reChitungwiza Residents Trust – rakabatana neMr Bulk Water – riri kubatsira vagari vedhorobha iri nemvura yepachena. Director…

Hatina kunwiswa doro: Mapositori

Munyori weKwayedza CHECHI yeJohanne Masowe eChishanu iri kuramba mashoko ari kutenderera anoti vamwe vavo vakamanikidzwa kunwa doro nemauto eZimbabwe National Army apo vakasvikirwa vachinamata pasowe riri kuDzivaresekwa, muHarare, panguva yekumiswa…

‘Pamitengo Hurumende yatigonera’

Kingstone  Mapupu VAGARI vekwaSeke, kudunhu reMashonaland East, vari kurumbidza Hurumende nedanho rayakatora rekuti mitengo yezvinhu zvinodiwa neveruzhinji zuva nezuva idzikiswe kudzokera payaiva musi wa25 Kurume. Kubva pakaiswa chirongwa neHurumende chekuti…

WHO yoti Zimbabwe iri mugwara

Paidamoyo Chipunza SANGANO reWorld Health Organisation (WHO) rinoti kuwedzerwa kwakaitwa mazuva ekuti vanhu vagare kudzimba nekumbomira kufamba-famba neHurumende yeZimbabwe kunoita kuti pagadziriswe nyaya dzekuti nyika ikwanise kugadzirira kurwisa denda iri.…

Tiri kusunga: ZRP

Munyori weKwayedza MAPURISA  anozivisa veruzhinji kuti vacharamba vachisunga avo vari kutyora mirawo yakaiswa neHurumende inoti vanhu vagare kudzimba uye vasafambe-fambe. Kubva patanga chirongwa ichi kupera kwemwedzi wadarika, vanhu vanodarika 11…

Zim yorwisa Covid-19

Tandayi Motsi DARE reCabinet nemusi weChipiri chino rakatambira nemaoko maviri gwaro riri pamusoro pebudiriro yaitwa neZimbabwe kusvika pari zvino mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19. Gwaro iri rakaturwa mudare iri nasachigaro weAd…

Munhukadzi wekutanga kufa neCovid-19 muZim

Malven Mugadzikwa ZIMBABWE yava nevanhu vana — varume vatatu nemunhukadzi mumwechete — avo vashaya nekuda kwechirwere cheCovid-19. Rufu rwemunhu wechina rwunouya apo huwandu hwevanhu vabatwa neutachiona hwecoronavirus — uho hunokonzera…

×