Manyepo ‘elockdown’ amuparira

Tendai Rupapa MURUME anogara kuChitungwiza — nyakufojera runyoro (signature) rwemutungamiri wenyika President Mnangagwa achinyepa kuti mazuva 21 ekutanga ekuti veruzhinji muZimbabwe vagare kudzimba sedanho rekumisa kutapurirana nekupararira kwechirwere cheCovid-19 —…

NDIMBORI KUMUNDA: MANYUCHI

Abel Ndooka SHASHA yetsiva, Charles Manyuchi inoti pari zvino imbori kupurazi rayo kuChivhu uko iri kumbokohwa zvayakarima. Manyuchi ange achifanirwa kubandana naMuhamad Sebyala wekuUganda musi wa4 Kubvumbi asi mutambo uyu…

Covid-19 haina kumira mushe

KUSVIKA nemusi weChipiri svondo rino, muZimbabwe maonekwa vanhu 28 vaine chirwere cheCovid-19 mushure mekunge vavhenekwa. Vana vavo vakatoshaya. Izvi zvinosuwisa zvikuru uye pasi rose, chirwere chinokonzerwa neutachiona hunodaidzwa kuti coronavirus…

Upenyu mberi, mitambo mumashure: PSL

Abel Ndooka SANGANO rePremier Soccer League rinoti harizive kuti nhabvu ichatambwa here mwaka uno wa2020 sezvo iye zvino isiri nguva yekufunga zvemutambo, asi kuchengetedza utano neupenyu hwevanhu. Kare mwaka wenhabvu…

‘Handidi coranavirus ini . . .’

Munyori weKwayedza NYAYA yemwana chipwere — uyo anotaura kukosha kwekugeza maoko ake kuti asabatwe necoronavirus — yatenderera pamadandemutande uye inopa dzidziso kune veruzhinji. Mwana uyu ari kubuda asina kupfeka hembe…

Kurima gorosi zvine pundutso

Wendy Madzura KUTANGA kwemwaka mutsva kunounza tariro kuvarimi nokuti zvinovapa mukana wekuvandudza marimiro avo kuti vawane pundutso mumabasa avo. Mwaka wechando ndiwo mwaka watakatarisana nawo, nokudaro zvakakosha kuti varimi vasarudze…

Zvaitwa neHurumende

DARE reCabinet nemusi weChipiri chino rakatambira nemaoko maviri gwaro riri pamusoro pebudiriro yaitwa neZimbabwe kusvika pari zvino mukurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19.

Munhu wechina kufa neCovid-19

ZIMBABWE yava nevanhu vana — varume vatatu nemunhukadzi mumwe chete –— avo vashaya nekuda kwechirwere cheCovid-19.

‘Dzokai pamitengo ya25 Kurume’

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti vemabhizimisi nevezvitoro vanofanirwa kutara mitengo yezvinhu zvinoshandiswa nevanhu mazuva ose vachishandisa mitengo yaivepo musi wa25 Kurume. Mashoko aya akaziviswa nemutevedzeri wemutungamiriri wenyika Vice President Kembo Mohadi…

‘President vakagona’

VERUZHINJI vanoti kana dai zvazvo kugara pamba sezviri kudiwa kuti munhu wose aite muZimbabwe kwakaoma kune vamwe vanhu, hapana rimwe danho ringatorwa neHurumende kuitira kurwisa kutapurirana nekupararira kwechirwere chashungurudza pasi rose cheCovid-19.

×