‘Mwari vari kuuya muZim bedzi’

MUPOROFITA uye wemuHarare wekuti akaenda kudenga kaviri akanoita musangano naMwari mbune achiti zvakare Mwari vachashanyira Zimbabwe musi wa20 Gumiguru gore rino auya neimwe itsva.

Oda mendenenzi kumurume waagere naye

Tafadzwa Mutsotso MUMWE mukadzi akaendesa murume wake kudare redzimhosva achida $885 pamwedzi yekuchengeta vana vavo uye anoti anoda kuishandisa zvakasiyana kusanganisira kushanya kunzvimbo dzinoyevedza panguva yezororo

Kakomana kodadisa nekutamba nhabvu

Malven Mugadzikwa KAKOMANA kane makore 13 okuberekwa kanodzidza paDombodzvuku Primary School kwaMurehwa koshura mare nekutamba nhabvu pamwe nekugona muchikoro izvo zvaona kachipihwa mukana wekuti kazotanga Form 1

‘Kushungurudza vakadzi bodo’

Daphne Machiri VANHUKADZI vekuGwanda – avo vari kusangana nekushungurudzwa munyaya dzinosanganisira kumbunyikidzwa pabonde, kubatwa chibharo nemhirizhonga yemudzimba – vanotarisirwa kubatsirikana zvikuru zvichitevera

Shato paMupedzanhamo

VANHU vanotengesera kuMupedzanhamo, kuMbare muguta reHarare, vari kungozevezana pamusoro pemukweshwa wenyoka yerudzi rweshato iyo yakafumoonekwa yakafa pamusika une mukurumbira uyu nemusi

‘Gerrard ane godo naBalotelli’

EL-Hadji Diouf anoti anofunga kuti Mario Balotelli akakundikana kubudirira kuLiverpool nekuti aimbove kaputeni wechikwata ichi, Steven Gerrard, aigodoka naye.

Saunders omirira Golovkin

BILLY Joe Saunders anoti akamirira kuuya kwechibvumirano chinotendera kuti azorwa naGrennady Golovkin muboka reworld middleweight.

‘Hausi bofu iwe, tamba nezvimwe’

YAKAVE batai-batai nomusi weChishanu chadarika pakati peguta reHarare apo mumwe murume wechidiki akasveeredzwa nechaunga ndokuzotiza mushure mekunge afumurwa kuti ainyepera kuve bofu senzira yekupemha

Tiri kuita ongororo: uz professor

VARIMI vanokurudzirwa kuti vachengetedze goho ravo kubva kuzvipfukuto, zvikuru chemhando yeLarger Grain Borer (GLB), icho chinoparadza zvikuru kana vakasatora matanho ekuchidzivirira.

Chibuku Super Cup yotsva

Abel Ndooka     KUNOTSVA demo kugosara mupinyu svondo rino kunhandare dzakasiyana dzenyika apo zvikwata zvemuCastle Lager Premier Soccer League zvichange zvichitatsurana mumutambo weChibuku Super Cup.