‘Pane nyaya, ngazviongororwe’

Muchaneta Chimuka CHIREMBA wezvechivanhu wekuChiredzi, Sekuru Jonathan Shonhiwa Mupamombe, vanoti mombe ikabereka mhuru mbiri kana nhatu panguva imwe chete zvinogona kushura sezvo zvisingagare zvichitiika. Mashoko avo anotevera kubereka kwakaita mombe yemumwe…

Harimedi oraira vechidiki

Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzeChimurenga ari kusimukira, Howard Garan’anga Harimedi, akaparura dambarefu rake rekutanga rinonzi ‘Amai Havarohwe’ iro rinokurudzira vana kuremekedza vabereki vavo. Harimedi, uyo anotsigirwa nechikwata cheDzanambira Crew, anoti vana…

Hazvisi zvemabhuku bedzi. . . vana vepaQueen Elizabeth vakapinda basa kuK wayedza

Dorrit Mwanza, Natalie Chasiya naMonalisa Madzeko CHAKANAKA chakanaka mukaka haurungwe nemunyu! Tinofara zvikuru nemukana watakawaniswa nekambani huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpapers, wekuziva mafambisirwo ebasa renhau apo takaita svondo rose…

Mitambo yePSL yopinda mugiya dzvuku

Abel Ndooka MITAMBO yeCastle Lager Premier Soccer League vhiki rino iri kupinda musvondo rechi20 apo vatsigiri vemutambo uyu vari kukwenya misoro nekuda kuziva kuti ndechipi chikwata chichasimudza mukombe uyu. Zvikwata zviri…

‘Vanamati ngwarirai kurozvwa nevanyengeri’

Malven Mugadzikwa VANAMATI voyambirwa kuti vangwarire kunyengedzwa nemamwe maporofita nevatungamiriri vemachechi avo vasinei nekuparidza shoko raMwari sezvo vaine chinangwa chekutsvaga mari chete yekuti vazvipfumise. Yambiro iyi yakaitwa nemuimbi wenziyo dzechitendero Zet…

Kurima soya beans neSeed Co

Philip Matombo MAKADINI varimi kumativi mana enyika? Tinokugamuchirai pachirongwa chamunounzirwa neSeed Co, cheMudhumeni Mukuru, apo tinokurukura nekudzidzisana marimirwo embeu dzakasiyana-siyana. Svondo rino tiri kubata marimirwo esoya beans. Chirimwa ichi chakanaka samare…

Vahosi voguswa vhudzi nebanga

Natalie Chasiya MUKADZI wekugerwa vhudzi rake mumusoro neshamwarikadzi yemurume wake mushure mekunge vatosvorana akazokwidza nyaya iyi kudare redzimhosva. Paidamoyo Sithole akaendesa Grace Mukabeta kuHarare Civil Court achida gwaro rerunyararo. Akaudza mutongi wedare…

Broughton ave panyanga

CHIZVARWA chekuNew Zealand, Robyn Broughton, chakakwidziridzwa kuve chamangwiza wemutambo wenetball kuHertfordshire Mavericks pamwe nekutora chigaro chekuve murairidzi wechikwata ichi zvichitevera kubva kwaSam Bird. Broughton – uyo akamborairidza Southern Sting kubva 1998…

Vasikana 115 vakapa ropa kunbsz

Muchaneta Chimuka CHIKWATA chevasikana vanosvika 115 vari muboka rePledge 25 chakapa ropa kusangano reNational Blood Service Zimbabwe (NBSZ) nemusi weMugovera wadarika. Ripa rinopihwa kusangano iri rinobatsira varwere vanosanganisira vanowirwa nenjodzi dzemumigwagwa…

Foni yekuba yamupfukira

Muchaneta Chimuka MUKOMANA wechidiki wekuChitungwiza, uyo akaba nharembozha yemuridzi mukombi, ava kuzvidemba zvichitevera kutongerwa kwaakaitwa nedare kuti anofondoka pasina mubhadharo. Mutongi wedare reChitungwiza Magistrates Courts, Takunda Mutetwa, akapa Tafadzwa Chikosha (20)…