MAONERO EDU: Cancer: Varwere vanoda rubatsiro

CHIRWERE chegomarara chiri kutambudza vanhu vakawanda zvikuru mazuva ano uye ndicho chimwe chiri kunyanya kuuraya, kunze kweHIV neAIDS. Gomarara riri kubata vanhu nenzira dzakasiyana uye nhengo dzemuviri

Zaranyika otungamira afsta

MUKURU wekambani ine mbiri yekuuchika mbeu munyika yeSeed Co Zimbabwe VaDenias Zaranyika avo vanove managing director vakasarudzwa kuve president wesangano rinoona nezvembeu mudunhu reAfrica yose reAfrican

Shamwarikadzi yakafira $2

PANE mukomana wekwaMurambinda, kuBuhera, akasungwa nemapurisa eko achipomerwa kuponda shamwarikadzi yake iyo yaakange atora mune rimwe bhawa mushure mekunge vakakavadzana nekuda kwemuripo waaive abhadhara

‘Zvemukadzi uyu handichada’

MURUME ane mukadzi ari kubuda pachena achiti akamudyisa mupfuhwira waive wakasanganiswa nemadororo, chikorobho pamwe chete nechipfeko chake chemukati, anoti ichokwadi kuti akapfuhwirwa nezvinhu izvi kunyangwe

Chikumbiro chevana…‘Tinoda mabhuku ekuverenga’

VANA vechikoro kumativi mana enyika vari kuchema-chema nekushomeka kwemabhuku ekuverenga pamwe nekusavepo kwedandemutande izvo zvavanoti zviri kudzorera dzidzo yavo kumashure.

Akapindirwa mumba arere nechinhu chinenge mombe. . . ndokusiya atsokodzerwa

MURUME wechidiki wemubhuku raChipwanyira, kwaNyashanu, kuBuhera, anoti akapindirwa mumba arere pakati pehusiku nechimhuka chinenge mombe, icho chakasiya chamutsokodzera kumutsika chichibva chazoenda.

Chikwata cheMbira dzeNharira chakaburazve

CHIKWATA cheMbira dzeNharira icho chinoridza chiri mumusha weNorton chakabura dambarefu idzva rinonzi Bvungurungwi Kwawaze (Road Block) iro rine nziyo nonwe.

National Paralympic Games oitwa

KUCHANGE kusingadanwe anonzwa svondo rino kubva musi weChina kusvika neSvondo kuGwanda uko kuchaitirwa mitambo yemaNational Paralympics Games.

Cezh ari mudenga rechinomwe

MUBATI wepagedhi weArsenal, Petr Cech, ndiye akahwina mubairo weCzech Republic Player of the Year ndokunyora nhorowondo kuve mutambi wekutanga kuhwina mubairo uyu kasere.

Momarara: vanhu vapera…Zvipatara zvishoma: Dr Manangazira

MUKURU anoona nezvekudzivirirwa kwezvirwere kubazi rezveutano nekurerwa kwevana (Director of Epidemiology and Disease Control), Dr Portia Manangazira, vanoti zvipatara zvinorapa gomarara munyika muno zvichiri zvishoma

×