IMBWA HAIHUKURE SADZA: Kurova seshuga mutii
NDAKAMBOSHANDA pane imwe kambani kwemakore gumi. Pamakore andakashanda pakambani iyi, ndakapedzisira ndave nehama neshamwari kubasa. Zvaive zvakareruka kuti ndiwane hama neshamwari pabasa nekuti ini nevanhu
Musikana webasa anorova ‘bhasa’. . . nekumudira mhiripiri kumeso
Yvonne Chidochashe Manyanja PANE musikana anoshanda mumba akamiswa mudare redzimhosva achipomerwa kutema amai vaanoshandira nebhodhoro rizere mhiripiri, imwe yacho achivadira kumeso, uye anonzi zvakare akadzura derere nemuriwo mushure
‘Unoruta kunge bere’…Anodya nenyama mukadzi nevana vachidya mujachu
Janet Chikotosa IMWE chembere yakachema-chema mudare ichiti murume wayo ane katsika kekutenga nyama achibika pamwe nekudya oga, iye nevana vachinyimwa.
A-LEVEL —MASIMBA: Lindiwe ainge atamba nematope pasina mvura
“DAI NDAKAZIVA HAITUNGAMIRI” naMapira Silitha Ongororo (Enderero mberi):
Makuva 5 akangoshama
MAKUVA mashanu ekufuma akacherwa pamumwe musha nevanhu vasingazivikanwe kwaSabhuku Marenga, kwaMashayamombe, kuMhondoro, haasati afushirwa.
Makuva mashanu akangoshama pamusha
MAKUVA mashanu ekufuma akacherwa pamumwe musha nevanhu vasingazivikanwe kwaSabhuku Marenga, kwaMashayamombe, kuMhondoro, haasati afushirwa.
Kunhuwa hudzi … ‘Ukasvipa munhu zvinonamatirana newe’
“UMM, murume uyu ane kahwema kanobuda paari zvekuti kana uchitaura naye unetenge wakateya mhepo. Kunhuwa kuti kutu-u!
‘Ndakadyisa murume madororo, chikorobho’
MUKADZI wemumusha weKuwadzana Extension, muHarare, ari kuita kuimba chaiko kumurume wake, achireurura kumupfuhwira kwaakaita.
Pakarepo…Muporofita tasa arohwa nechidhoma
PANE muporofita akafa pakarepo apo akaedza kubvisa zvidhoma kana kuti zvikwambo muimwe imba inonzi ine makore anodarika maviri isina kumbobvira yavhurwa gonhi kuLalapanzi, kuMidlands.
‘Pandabata ndipapo!’…No. 1 ndeyangu: Mukuruva
TATENDA Mukuruva — mubati wepagedhi wechikwata chenhabvu chenyika, cheZimbabwe Warriors — anoti haasi kuzosiya juzi kana kuti jezi rechikwata ichi nyore.







