‘Ndinoenda kumba ne$8 pamwedzi’
Mathew Masinge VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo murume aive amhan’arirwa neaimbova mudzimai wake achida kuti $100 yemendenenzi yaakanzi abvise ibatirwe papeyi kubasa akati ane zvikwereti zvakawanda zvekuti pamwedzi ari kutorerwa…
odashurira amai kuita chipfambi
Kudakwashe Chinokuya VANHU vaiva mudare vakashamiswa kunzwa kuti mumwe mwanakomana ane tsika yekurova amai vake achivapomera kuita chipfambi. Febby Aylon akaendesa mwana wake, George Aylon, kuHarare Civil Court achiti anogara…
Mbavha yakaponda baba. . . yatsiurwa chitsotsi
MURUME wekuGuruve, kudunhu reMashonaland Central, anonzi akasungwa nemapurisa eko mushure mekunge aponda baba vake — chaivo vekumubereka — apo vainge vamutsiura kuti asiyane netsika yake yehumbavha.
‘Ndinoyamwiwa Nezvinhu Zvevabereki’
MUKADZI wechidiki wekuBikita, kuMasvingo ari kuti iye nevamwe mumhuri yake vagurwa kunorira “nezvinhu” zvakarombwa nevabereki vavo, izvo zvinomuita kuti agare achiyamwiwa nezvaasingazive kuti zvii.
Kusimbisa mhuri: Baba
BABA vaClara vari kureurura mabasa avo akaipa, kusanganisira kushandisa mishonga yakaita sekugezesa vana vavo pavaive vadiki nemvura yavaitanga vashambidza nhengo yavo yesikarudzi.
MAONERO EDU: Chinyakare chinobatsira
SVONDO rino tine imwe nyaya iri pamusoro petsika yaitevedzwa pasichigare uye ichiri kuitwa nevamwe vanhu nhasi, tsika yekuendesa mbeu dzezvirimwa kumadzishe kuti vapire kumidzimu kuitira kuti zvigoropafadzwa. Pasi
Akabatwa nenyoka Mhenyu mukombi
MURUME wekwaChihota akasungwa nemapurisa emuHarare nemusi weSvondo wadarika mushure mekunge abatwa aine musvesvenenga wenyoka yerudzi rwemhungu (Egyptian cobra) mubhegi raaive naro mukombi yaibva
Bhora pasi: Chuchu…‘Vechidiki ndivo remangwana’
MURAIRIDZI wenhabvu Elvis “Chuchu” Chiweshe ari kukurudzira vamwe varairidzi vemutambo uyu kuti vashande zvakasimba mukusimudzira vechidiki sezvo vari ivo vatambi vechikwata chenyika chemangwana.
Japan yakabatsira Zimbabwe nemari
HURUMENDE yeJapan yakatsigira mabasa ekurima muZimbabwe neUS$1,5 miriyoni kuburikidza neUN World Food Programme (WFP) uye mari iyi inotarisirwa kusimudzira nyaya dzemadiridziro pamwe nekuwaniswa
‘Tangai gadziriro dzekurima parizvino’
MASANGANO anomirira varimi akakurudzira kuti vachitanga gadziriro dzavo parizvino uye kuti vange vachirima mbeu dzinochimbidza kuibva pamwe nembesa diki zvichitevera mashoko enyanzvi dzezvemamiriro ekunze ekuti









