l South Korea yakapa mabhuku, makombiyuta
NYIKA yeSouth Korea svondo rapera yakatsigira dzidzo yemuZimbabwe kuburikidza nekupa makombiyuta 32, mabhuku ekuverenga anodarika 4 500 nemimwe midziyo yekushandisa izvo zvinokosha $100 000 kuburikidza
Benitez orumbidza Ronaldo
MURAIRIDZI weReal Madrid Rafa Benitez akarumbidza Cristiano Ronaldo uyo waakati ndiye mutambi wenhabvu anogonesesa pasi rose zvichitevera kunwisa hat-trick kwaakaita apo vakakunda Shaktar Donetsk.
Chakachaya kuChibuku Super Cup
KUNOTSVA demo kugosara mupinyi svondo rino neMugovera pamwe neSvondo kunhandare yeNational Sports Stadium muguta reHarare uko kuchatambirwa mitambo mina yeChibuku Super Cup quarter-finals.
Mapfupa emunhu anongori pachena
GUVA riri kuManyame Park, kuChitungwiza, iro rakafukunurwa, marangwanda emunhu ndokusara ava pachena apo mumwe muporofita akazobatwa aba jira jena refuko rainge rakaputira mapfupa aya, harisati rafushirwa.
‘Ndinopika, gore rino unofa bedzi’
Mathew Masinge SAMUSHA wekuti anogarovimbiswa rufu nemukadzi waakasiyana naye achinzi gore rino anotofa bedzi vakazopotera kudare achiti ave kutyira upenyu hwake.
Vana 5 miriyoni vari kubaiwa majekiseni
HURUMENDE ichatanga chirongwa chekubaya majekiseni ekudzivirira chirwere chegwirikwiti kuvana vanosvika 5 miriyoni vane makore ekuberekwa anobvira pamapfumbamwe kusvika pa15 pakupera kwemwedzi uno.
Zim ine huku 19 miriyoni
GURUKOTA rezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro, Dr Joseph Made, vanorumbidza vari mumabhindauko ekuchengetwa kwehuku vachiti muZimbabwe pari zvino mune huku dzechivanhu dzinosvika 19 miriyoni izvo zviri
Votsigira dzidzo…Sangano rekuUK rakapa $37 miriyoni
SANGANO reDepartment for International Development (DFID) rekunyika yeUnited Kingdom riri kutsigira budiriro yedzidzo yemuZimbabwe ne$37 miriyoni iyo ichabatsira vadzidzi nevarairidzi vanosvika 4 miriyoni pasi
Masvikiro ndiwo anotanga kudya
Kingstone Mapupu PACHINYAKARE, chivanhu chaiti varimi vose vanokurudzirwa kuendesa mbeu dzavo dzezvirimwa zvakasiyana kumasvikiro mwaka wezhizha wave kuda kutanga nechinangwa chekuti dzinokomborerwa kuitira kuti
O-LEVEL — NDIKO KUSASANA: Lily anoenda kumba kwaMugadzi
CHITSAUKO 4 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mugadzi anokumbira ruregerero achiti haachazozviiti zvakare. Ndipo panozoona Lily kuti nguva dzafamba regai









