Muimbi Ailack otondedza voruzhinji Calvary
Muchaneta Chimuka MUIMBI wenziyo dzechitendero, Sherlock Mwansa Ailack (47), anove chizvarwa chekuGuruve, akabura dambarefu idzva “Zvapera” raanoshandisa kurangaridza voruzhinji nezvemarwadzo akasangana naJesu pamuchinjikwa, paakafira zvivi zvevanhu. Dambarefu iri rine nziyo…
Muimbi okurudzira vechidiki kukoshesa rudo, kusiyana nezvinodhaka
Abel Ndooka MUIMBI ari kusimukira weurban grooves, Luxmore Chawira, uyo anonyanyozivikanwa saAlex Bl3nder, ari kukurudzira vechidiki kuti vakoshese rudo, achiti iyi ndiyo nzira yoga inokwanisa kuvavhurira mikana yakasiyana-siyana muupenyu, uye…
Sinach oridza pachirongwa cheToday’s Woman
Abel Ndooka MUIMBI wekuNigeria ane mukurumbira Osinachi Kalu Okoro Egbu, uyo vazhinji vanoziva saSinach, achauya kuzoridza muno muZimbabwe mwedzi unotevera, pachirongwa cheToday’s Woman Interdenominational Conference, icho chiri kurongwa nekereke yeZAOGA…
‘Mhanzi yandibvisa mune zvinodhaka’
Abel Ndooka MUIMBI weSungura – Vincent Dambamupfee – anoti mhanzi yakamuponesa zvikuru kubva kudoro sezvo hupenyu hwake hwainge hwasvika pakuparara. Dambamupfee, uyo achangobura dambarefu rake rekutanga rinonzi ‘Gomo Ridonhe’, anoti…
Chibuku Road to Fame yodzoka nemutsindo
Muchaneta Chimuka MAKWIKWI eChibuku Road to Fame, ayo anokotsverwa nekambani inogadzira zvinwiwa zvakasiyana pamwe nedoro yeDelta Corporation uye aine yechinangwa chekusimudzira mitambo yakasiyana pamwe nevaimbi vechidiki, adzoka zvine mutsindo. Makwikwi…
‘Nziyo ngadzibatanidze voruzhinji’
Kingstone Mapupu MUIMBI wemisambo yeChimurenga nejazz, Dickson Maponga (71), uyo anoita zvakare basa riri maererano nezvicherwa kuMt Darwin, mudunhu reMashonaland Central, anoti nziyo dzinofanirwa kubatanidza uye kusimudzira raramo yevoruzhinji. Maponga,…
WATCH: Mhlophe’s Vote of No Confidence suffers stillbirth at Highlanders EGM
Fungai Muderere,Zimpapers Sports Hub Highlanders chairman Kenneth Mhlophe survived a much-anticipated Vote of No Confidence after the motion collapsed without discussion at the club’s Extraordinary General Meeting (EGM) held at…
TelOne leads at the break
Brandon Moyo Highlanders 0-1TelOne AN early strike from Tawanda Macheke has given TelOne the advantage going into the break of their Castle Lager Premier Soccer League encounter against Highlanders at…
Gwenyambira Piloto osimudzira mureza wenyika kuZimFest
Liberty Dube SHASHA yekuridza mbira, marimba pamwe chete nekuimba — Lino Piloto — uyo akazvarirwa kuDangamvura kwaMutare, osimudzira mureza wenyika kudopiro reZimFest 2025 kuWashington DC. Piloto akatungamira zvidzidzo zvemarimba, mbira,…
Kambo “Manhanga Matete” kaenda nenyika
Trust Khosa MUIMBI wemusambo weChimurenga, Kurai Makore, anotenda kuti nziyo dzechivanhu dzichagara nekusingaperi zvisinei nekushaikwa kwevanyori vanonyatsozivikanwa venziyo idzi. Muimbi uyu, uyo ane makore 37 okuberekwa, ari mudenga rechinonwe zvichitevera…











