Macheso oshoropodza vatyairi vasina hanyn’a pamugwagwa

Trust Khosa SHASHA yemusambo wesungura Alick Macheso anokurudzira vatyairi vedzimotokari kuti vatevedze mitemo yemumigwagwa, achisimbisisa kuti nguva yezororo reKisimusi haisi itsva sezvo yagara ichingouya uye ichidarika gore negore. Muimbi ane…

Ndiyani anotanga kuridza pakati paJah naWinky D?

Trust Khosa PUROMOTA wemimhanzi ane mukurumbira, Patson “Chipaz” Chimbodza anoti kuwirirana kwake kwakanaka naJah Prayzah pamwechete naWinky D kwakamubatsira mukuronga shoo iyo iri kunzi ndiyo yepagore mushure mezuva rimwechete  yaziviswa…

More graduates seek Govt jobs

Raymond Jaravaza Herald Correspondent ZIMBABWE’S drive to modernise the public service will succeed if the country develops a new calibre of public workers who are technologically competent, ethical and adaptable,…

Sulu obhebhesa mwenje waChopper, makore 20 ashaika

Trust Khosa SULUMAN Chimbetu anogona kunge ari kufadzwa nebudiriro yaave nayo munyaya dzemimhanzi asi anoramba achinzwa kuremerwa zvakanyanya nekufa kwababa vake, makore 20 vashaika. Simon “Chopper” Chimbetu akafa nemusi wa14…

Evangelist Chamunorwa oparura dambarefu rechitatu

Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzechitendero – Evangelist Richard Chamunorwa – achaparura dambarefu rake idzva rechitatu svondo rino iro rinonzi ‘Nyarara Kuchema’. Achitaura neKwayedza, Evangelist Chamunorwa, anoti dambarefu iri, iro rine…

Musanditi ‘muimbi wechidzimai’ — Feli Nandi

Trust Khosa FELISTUS “Feli Nandi” Chipendo anoti haafarire kunzwa achinzi “muimbi wechidzimai akabudirira”. Muimbi uyu, uyo ane zvipo zvakasiyana-siyana, anoti matauriro akadai ane zvimwe zvakavanzika zviripo uye zvinogona kureva kuti…

Manhanga Matete yakatsikiswa kuEpworth . . . muimbi oshuvira kusvika kure

Trust Khosa  ANONGOVA nenziyo nhatu dzejiti dzakarekodhwa, asi iye zvino ava nemukurumbira. Paddington Chiwashira, kekutanga kuedza kurekodha — akazviita mustudio yekuseri kwemba kuEpworth, muHarare — akabudirira. Kambo aka kakaimbwa zvekare…

Peter Moyo atambira vanin’ina vake kuUtakataka Express

Trust Khosa HUTUNGAMIRIRI hweUtakataka Express hunoti hwakasununguka zvakanyanya kutambira vanin’ina vaPeter Moyo avo vanoti Tanaka and Tongai Moyo (jnr) kuchikwata ichi. Vanin’ina vaPeter ava vaivepo apo akaparura dambarefu rake muHarare,…

Mogo Vibes, Lady D vapihwa mibairo yemasitendi

Abel Ndooka VAIMBI veZim-dancehall vari kusimukira vanoti Fortune ‘Mogo Vibes’ Mandishona naDiana ‘Lady D’ Jonasi vakapihwa masitendi ekuvaka dzimba kuDonnybrook muHarare zvichitevera kuhwina kwavakaita kudopiro reHarare Cup Clash. Vaviri ava…

Muporofita obatana nevaimbi veZimdancehall kurwisa zvinodhaka

Abel Ndooka MUMWE muporofita wemuHarare, akabatana nevaimbi veZimdancehall vane chitsama, ari kurwisa kutorwa kwezvinodhaka, izvo zviri kukanganisa vechidiki vakasiyana-siyana. Prophet Kudakwashe Jose, veVictorius Family Church International, svondo rino vakaparura chirongwa…

×
×