Vopura mari nemakeke nekusona
GURUKOTA rezvemadzimai, kuenzaniswa kwemikana nekusimudzirwa kwenharaunda, Cde Nyasha Chikwinya, vanokurudzira madzimai kuti vashande nesimba kuitira kuti vabudirire muupenyu hwavo izvo zvinova
Kurwisa kubatwa chibharo
VADZIDZI vakabva kuzvikoro zvakasiyana vakafundiswa nezvenzira dzekurwisa kubatwa chibharo pamwe nematanho avangatore kana zvichinge zvaitika.
Madzimai opunduka nekurima
MABHINDAUKO ekurima emadzimai kwaShe Gambiza kwaChiwundura, kuGweru obudirira zvikuru uye vari kuvandudza zvirimwa zvavo nekugadzira zvakasiyana izvo zviri kukwezva vatengi.
Bhadharai mvura yamunoshandisa: Zinwa
KAMBANI yeZimbabwe National Water Authority (Zinwa) inoti zvakakosha kuti varimi vanyorese mvura yavanoshandisa yakaita seyemumadhamu, munzizi kana zvibhorani pamwe nekuti vakwanise kuibhadhara.
Ramsey ozvitemba
AARON Ramsey ari kuzvitemba kuti Wales ichabudirira kunotamba kumutambo mukuru asi hunge yakakunda Bosnia.
‘Kuchembera sandi huroyi’
CHEMBERE neharahwa dziri kuchema-chema kune veruzhinji kuti vavabate munharaunda dzavanogara nerudo kwete kuvapumha huroyi izvo zviri kuita kuti vamwe vavo vapedzisire vave kuchengetwa nevatorwa mumisha
‘Mvura yechitunha mushonga’
NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti mvura inogezeswa zvitunha inogona kushandiswa semishonga yekuromba mumabasa akasiyana anokonzera matambudziko kune vanenge vaishandisirwa.
Varairidzi vakadzokera kumabasa
ZVIKORO zvakavhurwa nemusi weChipiri svondo rino pasina zvipingidzo panguva iyo mamwe masangano anomiririra vadzidzisi ainge ambokurudzira kuti vamwe varairidzi kuramwa mabasa.
‘Wakandizora njovhera’
Mathew Masinge MUKOMANA nemusikana vakakandirana mashoko makobvu nematete mudare vachipomerana kuzadzana chirwere chenjovhera icho chiri kunetsa kuti chirapike.
A-LEVEL — PAFUNGE: Bhazi rakwira Rudo rinovhetemeswa
CHITSAUKO 15 (Ongororo: Enderero mberi) Tinozonzwa munyori ava kudimikira achiti, “Manzuma yakatanga kutukudza kuti ipoye mudanga.” Rudo anoona kuti zvinhu zvaipa munhu kwava kuti regai nditi zibhachu rangu kwandi kuti…







