STEPMUM SLAIN, BURIED IN GARDEN:Police hunt fugitive killer couple
B-Metro Reporter TSHOLOTSHO police have launched a manhunt for a woman and her boyfriend after they allegedly killed her stepmother and buried her in a shallow grave. The shocking incident…
MAONERO EDU: Nyaya dzezvibharo ngadzifumurwe
SVONDO rino, tine nyaya inosuwisa uye inovirutsa nehasha yakaitika kwaMurewa, yevamwe sekuru vane makore 42 okuberekwa vakabata chibharo muzukuru wavo ane makore manomwe ekuzvarwa. Unoshaya kuti munhu anenge amharwa nemweya…
Zim yotatsurana neBenin
Abel Ndooka CHIKWATA chenyika chenhabvu chemaWarriors chiri kupinda muhondo kutanga Chishanu, apo chichasangana necheBenin mumutambo wekurwira tikiti rekuenda ku2026 FIFA World Cup, uyo uchaitirwa kunyika dzinoti Canada, Mexico neUnited States.…
Zimbabwe neSri Lanka zvobandana muT20I series
Abel Ndooka CHIKWATA chenyika checricket chemaChevrons chiri kubandana necheSri Lanka mumitambo yeTwenty20 International (T20I) series, iyo iri kuitirwa kuHarare Sports Club. Mitambo yeT20 iyi inotevera miviri yeone-day international (ODI), iyo…
Muimbi Ailack otondedza voruzhinji Calvary
Muchaneta Chimuka MUIMBI wenziyo dzechitendero, Sherlock Mwansa Ailack (47), anove chizvarwa chekuGuruve, akabura dambarefu idzva “Zvapera” raanoshandisa kurangaridza voruzhinji nezvemarwadzo akasangana naJesu pamuchinjikwa, paakafira zvivi zvevanhu. Dambarefu iri rine nziyo…
BVUNZA GODOBORI: Jekesai zvemurume wekudonhera pamusoro pemba yedare
Muchikamu chino, vaverengi, vateveri veKwayedza nevamwe vanotsigira bepanhau iri vari kupihwa mukana wekubvunza zvimwe zvezvinhu zvinoshamisa, zvisinganzwisisiki nezvakasiyana-siyana zvinonetsa pachivanhu mumararamiro evatema uye vachipindurwa nenyanzvi. Mubvunzo Tine nyaya inokatyamadza iri…
Black Rhinos Under-21 hutu nemukombe
Abel Ndooka CHIKWATA cheBlack Rhinos Under-21 ndicho chakasimudza mukombe weChallenge Football League U-21 Mid-Season Tournament, zvichitevera kukunda kwachakaita chePrime Rangers Academy 5-3 kumapena pamutambo wakaitirwa paOne Commando muHarare. Mutambo wezvikwata…
Murume wemakore 22 asungirwa kubata chibharo mwana wemuvakidzani (11)
Munyori weKwayedza MUMWE murume ane makore 22 okuberekwa akasungwa nemapurisa eZimbabwe Republic Police kuKotwa nemhosva yokubata chibharo mwana wemuvakidzani wake ane makore 11 okuzvarwa. Mutauriri wemapurisa edunhu reMashonaland East, Inspector…
Goho roongororwa nemichina
Kingstone Mapupu VARIMI vanonzi vave kukwanisa kuwana mikana yokuziva goho ravachawana, zvirimwa zvavo zvichiri muminda, kuchishandiswa ongororo inoitwa nemuchadenga nemichina yemadrone. Madrone aya anobhururuka pamusoro peminda, achiverenga uwandu hwemadzinde nekuona…
MACHIKICHORI: Kubika mufushwa wemunyemba
SVONDO rino, tiri kukaringirwa mufushwa wemunyemba une dovi naVaJames Tinarwo, vekwaZvimba. Mufushwa wemunyemba kudya kwepasichigare kunovaka muviri, uko kwaiita ukuti vakuru vakare vagare vakagwinya, vasingabatwi nezvirwere zvose zvose uye vachirarama…











