Chiramu ngachive nemwero!

NYAYA dzokubatwa kwevanasikana navakomana chibharo dzawanda. Sokuzvitaura kwatakamboita, vazhinji vanobhinywa nevanhu vokuziva, voukama. Vamwe vasikana vanopedzisira vabatwa chibharo nanababamukuru — varume vamadzikoma kana kuti vamadzitete — vachinyeberwa

Pane nyaya: N’anga

Nyasha Mutena VAKAFANOBATA chigaro chemukuru wesangano redzin’anga, reZimbabwe National Traditional Healers Association (Zinatha), VaGeorge Kandiyero, vanoti vabereki vemwana wekufuma akafa, chiso chake chakamomoterwa nemasvosve, vanofanirwa kuenda kugata kuti vagoziva

Haa-a, hazvisi kufaya izvi!

HUPENYU hunenge pakiti remaputi. Unogona kusangana neasina kuputika kana nechiguri chaicho. Chinhu chatakajaira kuti kana pakaita dambudziko tinogunun’una, tinodemba, tigodunura dzimwe nguva nekutuka nezvinyadzi chaizvo. Kana tikange tarasiswa kana kurasikirwa,

Kutora chitambi inyore

Ernest Muchena IMHOSVA kutyaira motokari kana mudhudhudhu usina chitambi. Hunhu hwakashata uye unogona kupinda munjodzi inokuvadza kana kuuraya iwe, mudiwa wako, hama neshamwari kana mumwewo munhu. Kuti munhu atyaire motokari…

Farira chidzidzo cheShona

Ticha Danga TINOTI titambirei kubva mugwaro rechitanhatu muchipinda mugwaro rechinomwe iro rinopendera kupera kwedzidzo yavaduku yepasi (primary). Zvinoreva kuti imi mabva zera kana zvomodzidza zvinochifanirawo kuratidza kubva zera. Tanga tiri…

Kamoto kamberevere kakapisa matanda mberi

MUMWEDZI waZvita takaita rombo rakanaka rekuongorora nyika dzemuAfrica dzinoti Zambia, South Sudan, Kenya, Egypt neTunisia munhau yeHIV nechinangwa chekuona kuti ivo vasvika papi munhaurwa iyoyi. Nhasi tadzoka kumusha uko tinoona kuti…

Makoronyera opfumiswa nemafashamu

Kingstone Mapupu MAKORONYERA anonzi ofamba achitenga zvipfuyo nemitengo yakaderera zvikuru kune dzimwe nzvimbo kudunhu reMashonaland Central zvichitevera mashafamu emvura ayo akaparadza misha, zvekudya pamwe nekuyeredza zvimwe zvipfuyo. Makoronyera aya anonzi ari…

Merrien oyaura nemusana

SHASHA yemujaho wekumhanya yekuGreat Britain, Lee Merrien, achatadza kupinda mumakwikwi eLondon Marathon sezvo akatarisana nedambudziko rekurwadziwa nemusana.  Zvichitevera marwadzo aya, Merrien (35), ndiye shangwiti yakasimudzira mureza wenyika yeBritain

VaChingweru munhu akambonyatsoita sei?

CHITSAUKO 1 (Ongororo) Chitsauko ichi chinonyatsoita kuti muverengi aone kuti VaChingweru munhu akaita sei. Kubva mune zvinotaurwa nemunyori tichingotanga kuverenga chitsauko chekutanga, tinobva taudzwa kuti, “VaChingweru vakanga vakasunga mwoyo, vasingagoni…

‘Pedzai matambudziko anodzikisira dzidzo’

Muchaneta Chimuka NHENGO dzedare reparamende revechidiki, reJunior Parliament, dzinoti zvakakosha kuti Hurumende igadzirise matambudziko ari kukanganisa dzidzo, ayo anosanganisira kushomeka kwezvikoro pamwe nevarairidzi. Mukushi wemashoko kusangano reZimbabwe Youth

×