‘Yunifomu kuvhasiti bodo’
Muchaneta Chimuka VADZIDZI vekumayunivhesiti nemakoreji pamwe chete nevabereki vari kupa mafungiro avo pamusoro pechikumbiro chakapihwa nekomisheni yeZimbabwe Gender Commission (ZGC) kuti vadzidzi vechidzimai vekuzvikoro zvepamusoro izvi vange vachipfeka mayunifomu kuitira…
‘Ane marambadoro’
Tatenda Shuro MUMWE mudzimai anoti ashaya zano rekuita nemwanakomana wake uyo ane marambadoro zvekuti anogara achiti anoda kuuraya vanin’ina achivabaya nebanga. Merenzia Pindeni akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court…
Mhuka dzauraya vanhu 22. . . nzou 55 dzikafa nenzara
Kingstone Mapupu VANHU 22 munyika yose vanonzi vakafa mushure mekurwiswa nemhuka dzesango uyewo nzou 55 ndokufa nenzara nenyota kumasango anochengetwa mhuka eHwange National Park kubva pakutanga kwegore rino kusvika pari…
Tarasikirwa nekufa kwaMandaza: Chimukoko
SHASHA yakambonetsa munyaya dzemujaho wekumhanya, Abel Chimukoko, anoti nyika yeZimbabwe yarasikirwa zvikuru zvichitevera kushaya kwaArtwell Mandaza uyo aivewo shasha yemujaho.
Varwere votadza kurapwa
Muchaneta Chimuka KURAMWA basa kuri kuitwa nemadhokotera vanoshandira muzvipatara zveHurumende pamwe nevakoti vacho pamusoro penyaya yekuda kuwedzerwa mari yavanotambira kuri kukonzera matambudziko makukutu sezvo varwere vari kushaya anovabatsira nenguva. Kwayedza…
‘SAHWIRA NDIYE ANONDIGUTSA’. . . anondipa zvose mari nerudo’
Kingstone Mapupu MUDZIMAI akaroorwa nechikomba chake avo vose vanogara mubhuku raMudhokwani, kwaChihota, vari kuyuwira nekurwara nemudumbu vachidurura manyoka asiri kumira mushure mekunzi vateyewa nemushonga werunyoka nemuridzi wemukadzi uyu. Priscilla Chimuti…
Vorwisa mhirizhonga kuvanhukadzi
Daphne Machiri VAIMBI vechidzimai vakabatana kutsikisa kambo kanonzi “Munhukadzi” ako kanotaura pamusoro pekukosha kwenyaya yekurwisa mhirizhonga nekushungurudzwa kwevanhukadzi. Vaimbi ava vanosanganisira Pauline Gundidza, Ninja Lipsy, Kadijah, Lady Bee, Nina Grande,…
GUDO RAKABVUTA MOTA. . . nayo mudondo . . . munhu ndokufa
Kingstone Mapupu MUPOROFITA wekuChitungwiza — uyo achangobva kuita tsaona nemota yake — anoti akabheuka mushure mekunge mumota yaaityaira makangoerekana mapinda horomba yegudo iyo yakasvikobata chimudhiraivho, ndokutanga kurwisana naye igere pamakumbo…
MAKORE 10 WODHUROPU HAIVHURWE……. Mudzimai haatenderwe kuibata
Veronica Gwaze MUDZIMAI ari kugara kuHopley, muHarare, anoti agara nemurume wake kwemakore gumi, asi chinomushamisa ndechekuti iye haatenderwe kuvhura wodhuropu yavo iyo inogara yakakiiwa nezikii zihombe. Anotizve dzimwe nguva anonzwa…
‘Mai hamuna simba rekundidzinga basa’
Nyasha Bvudzijena MUKADZI akaroorwa anogara muHarare akwidza kudare redzimhosva nyaya yekuti musikana anomushandira ava kuramba kuburitswa basa achiti handiye akambomupinza basa pekutanga, asi kuti baba vemba. Mushandi uyu anoti amai…










