‘Bvuma, wakasotwa nepfambi’

MURUME wemuHarare wekuendesa mudzimai wake kudare achiti ari kumushungurudza akashaya pekupinda nenyadzi apo akafumurwa kuti ari kutaura manyepo uye nhengo yake haichatirimuka zvachose sezvo akasotwa neimwe pfambi yaaimbodanana nayo.

‘Usaende nevana kusmall house’

MUDZIMAI wekusiiwa nemurume wake achinogara nemumwe mukadzi anoti haadi kuti apote achitora vana vavo achienda navo kune mukadzi uyu.

Vakakumurwa zvipfeko parufu

Sukoluhle Ndlovu VAGARI vemubhuku raMkuze, kwaMambo Mkoka, kuGokwe South, svondo rapera vakasara vasina neremuromo zvichitevera nyaya yevanhukadzi vainge vari parufu ikoko avo vanonzi vakafuma vasina zvipfeko zvavo zvemukati. Zvipfeko zvemukati…

‘Hokoyo nekupisa kwakanyanya’

Elita Chikwati BAZI rinoona nezvemamiriro ekunze, reMeteorological Services Department, riri kuyambira veruzhinji kuti Zimbabwe inogona kusangana nekupisa kwakadarikidza uko kusati kwamboonekwa kutanga nemusi weChitatu chino kusvika Muvhuro unotevera. Muchinyorwa chakatumirwa…

Ngwarirai nyoka mudzimba: ZimParks

Kingstone Mapupu VERUZHINJI vari kuyambirwa kuti vangwarire nyoka mudzimba dzavo nemunharaunda zvichitevera kunyanya kupisa kuri kuita kunze izvo zvinokonzera kuti dzibude mumaguru nemumwena dzichitsvaga nzvimbo dzinotonhorera. Yambiro iyi yakapihwa naVaTinashe…

Chimuka weKwayedza hutu nemubairo

Munyori weKwayedza MUNYORI weKwayedza Muchaneta Chimuka akahwapura mumwezve mubairo wekugona basa kumakwikwi eNational Journalistic Media Awards (NJAMA 2018-19) ayo akaitwa nemusi weChina chadarika muguta reHarare. Chimuka akahwinha mubairo wekutanga unoona…

Kukaringa howa zvemandorokwati

ZVIRI MUGAPU Muchaneta Chimuka USAVI hwehowa hunonaka kunge nyama ndokunge hukabikwa nemazvo uye hune kudya kwemapuroteni uko kunodiwa nemuviri. Svondo rino Melania Munatsi wekuChiredzi anotsanangudza mamwe mabikirwo ehowa. Zvinodiwa: Howa…

Vakakumurwa zvipfeko parufu

Sukoluhle Ndlovu VAGARI vemubhuku raMkuze, kwaMambo Mkoka, kuGokwe South, svondo rapera vakasara vasina neremuromo zvichitevera nyaya yevanhukadzi vainge vari parufu ikoko avo vanonzi vakafuma vasina zvipfeko zvavo zvemukati. Zvipfeko zvemukati…

MaSanctions itori hondo’

Abel Ndooka SACHIGARO wesangano reCoalition Against Sanctions – iro riri kurwisa kuti zvirango zveupfumi zvisiri pamutemo izvo zvakatemerwa Zimbabwe nenyika dzekumadokero zvibviswe – Cde Jimayi Muduvuri, vanoti zvirango izvi itori…

‘Yunifomu kuvhasiti bodo’

Muchaneta Chimuka VADZIDZI vekumayunivhesiti nemakoreji pamwe chete nevabereki vari kupa mafungiro avo pamusoro pechikumbiro chakapihwa nekomisheni yeZimbabwe Gender Commission (ZGC) kuti vadzidzi vechidzimai vekuzvikoro zvepamusoro izvi vange vachipfeka mayunifomu kuitira…

×