Dzidzo ngaifambirane nemabasa – Murwira

Ngobile Tshili HURUMENDE inoti musiyano uripo pakati pehunyanzvi hwekuita mabasa akasiyana nedanho rekufunda unoda kudzikiswa sezvo chikamu chinodarika 50 percent chevanhu vakadzidza vasina ruzivo rwakadzama rwemabasa ekuti vakwanise kuzviraramisa nawo.

Cholera: Tose tine chekuita

ZIMBABWE iri mushishi kurwisa kupararira kwechirwere chemanyoka checholera icho kusvika pakutanga kwesvondo rino chauraya vanhu 30, vamwe vanodarika 5 000 vabatwa nacho uye vari kurapwa muzvipatara.

Namata hako, asi usarege maARV

Kuna Chiremba Ndiri kurarama neutachiona hweHIV uye ndakanga ndiri kutora mishonga yemaARV makore mana adarika.

Mutakura wenyimo

Muchaneta Chimuka NYANZVI dzezveutano dzinokurudzira vanhu kuti vapote vachidya chikafu chakaita semutakura wenyimo uyo unonzi une zvose zvinovaka muviri uye uchigutsa.

Grade 7: Maererano nezvidimbu zvezuva

Ticha Danga APO Nyadenga vakasika denga nenyika, vakabva vatigonera nekutipa mucherechedzo wenguva kuti tigoziva misi nenguva yekuita zvinhu. Vakatigadzirira zvidimbu zvenguva yekushanda, yekudya, yezorora neyekurara.

Dzidzo yeInfant School 1

naChiremba VAVARIRO yedzidzo yekuInfant School kuumba hwaro hwose hwedzidzo yemwana kubvira kuzivo yemusoro, kubatanidza zvinobatwa nemaoko nedzimwe nhengo dzemuviri uye zvekuyemura kana kusema chinhu.

Tsvina yemunhu mundiro

Lizzy Mushoriwa MUMWE mudzimai anoti ave kugara akabatira hana yake mumaoko zvichitevera kuona kwaakaita ndiro yaive izere nezimukonde retsvina yemunhu zviri pamusowo wemba yake mushure mekunge anetsana nevavakidzani vake vanove…

Cholera: Vanhu 30 vafa

Munyori weKwayedza HUWANDU hwevanhu vafa nechirwere checholera hwakwira kubva pa28 kuenda pa30 panguva iyo Hurumende, kanzuru yeHarare, mapurisa eZimbabwe Republic Police nemamwe mapoka akasiyana vari mushishi kurwisa kupararira kwedenda iri.

Vanhu 27 vafa

Muchaneta Chimuka HUWANDU hwevanhu vafa nechirwere checholera kusvika nemusi weChishanu chino hwave pa27 zvichitevera kufa kwevamwe vanhu vaviri. Gurukota rezveutano nekurerwa kwevana, Dr Obadiah Moyo, vari kutenda mapoka ose ari…

CHOLERA: PEDZAI DAMBUDZIKO REMASUWEJI

Vana ava vaitambira pamvura ine tsvina  yesuweji iyo yaierera kuMatapi Flats, kuMbare, muHarare, nemusi weChishanu chino vachiisa utano hwawo panjodzi yekubatwa nezvirwere zvakaita secholera. Makanzuru ari kukurudzirwa kupedza matambudziko akaita…

×