DeMbare ingazviite zvakare here?
Abel Ndooka MITAMBO yeCastle Lager Premiership Soccer League (PSL) iri kudzoka svondo rino zvichitevera kumiswa kwayainge yamboitwa svondo radarika sezvo kwaitambwa nhabvu yeChibuku Super Cup. Pamitambo iriko, Dynamos FC —…
Gwenyambira Piloto osimudzira mureza wenyika kuZimFest
Liberty Dube SHASHA yekuridza mbira, marimba pamwe chete nekuimba — Lino Piloto — uyo akazvarirwa kuDangamvura kwaMutare, osimudzira mureza wenyika kudopiro reZimFest 2025 kuWashington DC. Piloto akatungamira zvidzidzo zvemarimba, mbira,…
Varimi vefodya vanyora nhoroondo . . . goho radarika 300m kgs
Munyori weKwayedza MWAKA wekutengeswa kwefodya wa2025 wakapera zviri pamutemo nemusi waChina svondo radarika mushure mekunyora nhoroondo apo varimi vakawana mari inosvika US$1,2 bhiriyoni kubva pamakgs 352,7 miriyoni echirimwa ichi, kambani…
Baba varova, vakakuvadza mwana ane mwedzi 2
Ray Bande MURUME wekuChecheche kuChipinge akasungwa nemhosva yekurova zvakaipisisa mwana wake ane mwedzi miviri yekuberekwa nebhandi. Vakafanobata chigaro chemutauriri wemapurisa kuManicaland, Assistant Inspector Wiseman Chinyoka, vanotsinhira nyaya iyi. Murume uyu,…
Murume arasika njere abata hari mugomo rinoyera
Tendai Gukutikwa MURUME wekwaMambo Mutasa kudunhu reManicaland anonzi akatanga kuita seanorasika njere kana kuti abatwa nemweya wakaipa mushure mekunge aenda kune rimwe gomo reko rinonzi rinoyera ndokuchera pasi akawana paine…
‘Huroyi hwazara kumachechi’
Kingstone Mapupu MURUME wekwaSabhuku Mangwiro kuChitekete kudunhu raMambo Chireya kuGokwe, uyo anopinda chechi yeJohane Masowe weChishanu, anoti huroyi hwazara kumachechi kudarika munyika uye izvi zvinotevera kutorerwa kwaanoti akaitwa simba rake…
Mwanasikana (15) anodanana nevarume 10
Fungai Lupande MUNE mumwe musha wekuMt Darwin, maita nyaya inoshamisa yemwanasikana ane makore 15 okuberekwa uyo anonzi ane varume gumi vaanodanana navo uye vazhinji vacho ndevechikuru. Nyaya yake haisi yega,…
Murume afa atsikwa-tsikwa nenzou achienda kubasa
Sikhumbuzo Moyo MURUME wekuHwange nemusi weChina mangwanani svondo rino akatsikwa-tsikwa nenzou ndokufa apo aienda kubasa kune imwe kambani yemugodhi. Murume uyu anonzi John Munzabwa wekuLusumbani Village (Number 5). Mutauriri webazi…
Zvirongwa zveHurumende zvosimudzira raramo yeruzhinji
Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kufambisa zvirongwa zvikuru zvina izvo zvine chinangwa chekusandura hupenyu hwevanhu zvinosanganisira kusimudzirwa kwenyaya dzezveutano, kurwisa kushandiswa kwezvinodhaka nevechidiki, kugadzirwa pamwe nekuvandudzwa kwemigwagwa uye kuwaniswa kwemvura yakakwana…
MAONERO EDU: Tisakanganwe chazuro nehope
NEMUSI weMuvhuro unotevera (11 Nyamavhuvhu), zvizvarwa zveZimbabwe zvichabatana mukupemberera zuva guru remagamba (Heroes Day), iro rakakosha zvakanyanya munhoroondo yenyika. Mhemberero idzi dziri kubva dzabatana nedzezuva guru zvakare remauto (Defence Forces…











