Vana vemhuka

MHUKA: MWANA: Mombe mhuru Nhoro mhuru Ngwarati mhuru Nondo mhuru Nyati mhuru Nzou mhuru Mhofu mhuru Mhembwe tsvana Mhene tsvana Mhara tsvana Dhumukwa tsvana Bimha tsvana Mbudzi mbudzana Hwai hwayana

Duramazwi: NHANGANYAYA

NHANGANYAYA – Aya mashoko ekutanga panenge pachitaurwa nyaya, kana kuti anoiswa kokutanga kwebhuku kana chimwewo chinyorwa.  

DETEMBA TINZWE: NHAI IWE

naShyleen Makona Ndaisaziva kuti uri honzeri,

O-LEVEL — MUSEVE USINGAPOTSE/ SHOKO HARIVHIKWI: Vanoitwa nhapwa

Munyaradzi  Gunduza MUSEVE USINGAPOTSE Matambudziko anowira vatambi: (tinoenderera mberi)

Kanzura akaripiswa mombe 3 adanana nemukadzi wemuridzi

MUMWE kanzura wekwaMunyawiri, kuDomboshava, wekubatwa nemhosva yekudanana nemukadzi wemuridzi akatongerwa kuti aripe murume wemudzimai uyu mombe nhatu.

Vanoroorwa vari vadiki

SANGANO rakazvimirira reRoots riri kurwisa kuroodzwa kwevanasikana vasati vabva zera, zvikuru avo vanogara kunzvimbo dzakasaririra sekumapurazi nekumigodhi.

‘Une chipfambi chinosemesa’

Janet Chikotosa MUKADZI wekugara achida kuchekwa nebanga nemurume wake pavanonetsana nenyaya dzekuti haabvire mumadhirezi akazopotera kudare. Precious Chikati akaendesa Dzamisai Chikati kuHarare Civil Court achiti afunga

Kwakabva zita: Muroyi (Zaka)

INI ndiri mugari weZaka District munova munowanikwa nzimbo yekwaMuroyi. Zita rekuti kwaMuroyi rinonzi rakabvira pakuti vagari venzvimbo iyi vaiva zvikerema zvavaroyi.

‘Hadzisi nyoka, asi kuti mishonga’

NYANZVI munyaya dzechivanhu, Sekuru Elisha Mutanga, vanoti nyaya yenyoka dzinonzi dzakaonekwa dzichirwa parimwe sowe kwaSeke ine zvainoreva.

Ziva: TSVIMBO

TSVIMBO Unozviziva here kuti tsvimbo kana mudonzvo inomirira kana kuti inoreva simba kana hutongi. Kune tsvimbo dzinongori dzekufamba nadzo kuti munhu achembera kana kuti akaremara asadonhe. Asi kune tsvimbo dzinopihwa…

×