Grade 7: Ipa Shona nguva, usaitarisire pasi
Ticha Danga TINOKUCHINGAMIDZAI nemufaro mukuru imi mabva mugwaro retanhatu (Grade 6) muchipinda mugwaro rechinomwe (Grade 7). Tinoti kwava kubva zera kwamaita uku uye mave pedyo nekurumurwa kuti muchiita
A-LEVEL — MASIMBA: Mzamo akany’ura musutu yemuchato
“BEDZA PFUMA” naPeldah Hove (37-42) ONGORORO: Enderero mberi:
Huku dzakaisirwa muchetura
MURIMI wemubhuku raChigora, kwaShe Mangwende, kwaMurehwa, akagurwa kunorira apo akarasikirwa nehuku 14 munyaya inofungidzirwa kuti dzakaisirwa muchetura nemumwe wevavakidzani vake.
Haisi rovambira yakavaruma
NDINE urombo zvikuru nekufa kwemudzimai akarumwa nenyoka pagungano remadzimai kuBuhera. Semunhu akakurira kumusha, ndinotya nyoka, uye ndinoziva mhando dzenyoka dzakawanda nehunhu hwadzo zvekuti
O-LEVEL — NDIKO KUSASANA: Matsotsi oronga kubira Mugadzi
CHITSAUKO 10 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Vekunwa hwahwa vanotanga kukotonoka vachiuya pamba apo sezvo Fadza ainge asina kuhodha hwahwa hwakawanda musi uyu, vanhu ndokuenda zvavo, shasha ndokusara dzichizvibaya nehwainge hwasara…
HIV/AIDS, vechidiki nekusarura
VANA vanozvarwa vaine utachiona hweHIV vari kukura zvekusvika pazera rekuroora kana kuroorwa, inova nguva inorwadza zvikuru apo vanopedzisira vave kubuda pachena maringe nezveutachiona hwavo sezvo vanenge vasina
Tezvara nemukuwasha tiba
Cassius Mushore TEZVARA nemukuwasha vakatsvukisirana maziso mudare nenyaya yeroora apo tezvara vaitsika madziro vachiti havazi kuzotora mwanasikana wavo, uyo akafirwa nemurume, kusvikira vapihwa pfuma yavo.
Man U yorambira naFellaini
MANCHESTER United inoda kuchengetedza Marouane Fellaini kuOld Trafford parizvino uye yakaramba kutaura nezvikwata zvakasiyana zvange zvichida kutenga chizvarwa chekuBelgium ichi nechikwereti mwedzi uno.
‘Wakandisiira masofa uchitiza musha’
Cassius Mushore MUPURISA wekunzi akatapurira mudzimai wake chirwere chepabonde ndokumutengera masofa senzira yekukumbira ruregerero asi ndokuzomutiza mushure mekunge denda iri ragodza achinogara nemumwe mukadzi,


