Chihwi: Gomo rizere neminana
Kingstone Mapupu KUDUNHU raMambo Bepura, kuGuruve, kune gomo reChihwe iro rinonzi rinoyera muchionekwa nyoka dzine hurefu husina magumo uye vanhu vanotyora mhiko dzemo vanodzingirirwa nemakudo. Gomo iri rinowanikwa munzvimbo yakagariswa vanhu…
Mukadzi akabongomora mudare
Cassius Mushore MUMWE mukadzi aridza mhere mudare zvakaita kuti kutongwa kwenyaya yake kumbomiswa mushure mekunge murume wake ati anokwanisa kumupa $10 yemendenenzi yekuchengeta vana vana. Rumbidzai Urayayi akamhan’arira murume wake…
O-LEVEL — NDIKO KUSASANA…Lily anoshupika nekuparikwa
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 5 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Lily anonzwa kunyara kuenda pabarika achigara achichema mazuva ose pamwe achitoramba kudya. lvo mai Sarudzai naMai Chipunza vaigara vachimureva nguva dzose. Chaifadza…
Kambani yoti yakagadzirira kubatsira varimi vefodya
Kingstone Mapupu KAMBANI ine mukurumbira wekutenga fodya munyika yeBoka Tobacco Auction Floors (BTF) inoti yakagadzirira zvikuru kubatsira varimi vefodya nezvekurimisa mwaka uno. Mushandi mukuru anoona nekudyidzana kweruzhinji nemabasa ekutengeserana, Mai Chido…
Ndinobata mimba dzichingobva
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri mukadzi ane makore 27 ekuzvarwa uye ndakawanikwa makore matatu adarika. Ini nemurume wangu takatorana nemuchato uye ndakakurira kumusha kwaamai vangu uyuwo murume wangu ndokukurira kumusha…
‘Matambiro eAston Villa akandigumbura’
MURAIRIDZI weAston Villa, Tim Sherwood, anoti ave kugumbuka zvakanyanya kana achitarisa matambiro ari kuita chikwata chake icho chiri kudzikira zvikuru. Sherwood ari panguva yakaoma zvichitevera kukundwa kwakaita chikwata chake 2-0 neChelsea…
Ngatirwisei nzara gore rino: Dr Made
Muchaneta Chimuka GURUKOTA rebazi rezvekurima nekusimudzirwa kwemadiridziro, Dr Joseph Made, vanoti zvakakosha kuti pave nekurwiswa kwenzara, zvikuru kumaruwa uko vanhu vazhinji vanogara vachiomerwa nekushaiwa chikafu nekuda kwekunonoka kuwana zvekushandisa mukurima…
Akashurwa nemukadzi mudare
Nyasha Chabvonga MURUME wekuti anokwanisa kubvisa $20 yemendenenzi pamwedzi yekuchengeta mwana akashurwa mudare nemukadzi wake apo akanzi aida kubhadhara mari shoma-shoma kudaro iye achigara muimba inodhura yaanobhadhara $300 pamwedzi. Winnet…
‘Ndinowachiswa, kubika nekurohwa nemukadzi’
Cassius Mushore MURUME wekugara achizvambaradzwa nemukadzi wake akachema-chema mudare achiti anogona kupedzisira aremadzwa nekuda kwekurikitwa kwaari kuitwa uye akaratidzawo ronda rekurohwa riri mumusoro make. Sherperd Moyo akamhan’arira Merita Garwe kuHarare Civil…
Musikana wehohwa akatsakatikisa mwana
Kingstone Mapupu MUSIKANA wechidiki wemuHarare, nyakubuda muKwayedza masvondo adarika achipupura kuti anoita zvechipfambi izvo zvave kuita kuti amere zvinhu zvinenge hohwa kusikarudzi yake mushure mekunge ashinha nemumwe murume waasingazive, anonzi…



