SRC yotsvaga mari yemaansa

Abel Ndooka SANGANO reSports and Recreation Commission rinoti riri kutsvaga mari inosvika US$30 000 yekushandisa padopiro remaAnnual National Sports Awards rekupa mibairo kune shangwiti dzakadadisa mitambo yakasiyana gore rino. Mibairo iyi…

Benzi rabvuta chidhiraivho: IMBWA HAIHUKURE SADZA

NDICHIBVA kumusha svondo rakapera ndakasvika panzvimbo pakanga paitikira tsaona yakaoma kwazvo. Motokari yakanga yakaisa mavhiri mudenga, uye paive nevanhu vakanga vakuvara. Ndakakumbirwa nemupurisa aivepo kuti kana ndakasununguka nditakurewo vanhu vakanga

Atambura nedenda reitsvo

Muchaneta Chimuka MUSIKANA wechidiki wekuChitungwiza anoti atambudzwa zvikuru nechirwere cheitsvo uye ari kukumbirawo rubatsiro kune veruzhinji rwemairi inosvika US$30 000 yekuti anovhiiwa kunyika yeIndia. Diana Mugadza (24), uyo achangobva kupedza zvidzidzo…

Sapurazi akafugurwa hapwa mudare

Cassius Mushore SAMUSHA vekuda kunzvenga kubhadhara mari yemendenenzi achiti haashande asi kuti anorarama nemaricho ekudiridza mabindu evanhu mushure mekuendeswa kudare neaimbove mudzimai wake akazofugurwa hapwa apo akanzi ndimuzvinhabhimisi ane purazi. Rutendo…

Pfambi hutu kuMoza ichisiya vana pwere

Kingstone Mapupu MUKADZI wekuMufakose, muHarare, uyo anonzi anoita mabasa echipfambi akatiza mhuri yake yevana vaviri ndokuenda kuMozambique achivasiya vachikwangwaya nemusikana kebasa. Mukadzi, uyo akangozivikanwa nezita rekuti Barbra, anogara panhamba 48 muna…

Mushandirapamwe wekusona zvipfeko zvemukati

Malven Mugadzikwa MUSHANDIRAPAMWE wevanhukadzi nevanhurume wekwaChivi, kuMasvingo, woita zvinorova kuburikidza nebhindauko rekusona zvipfeko zvemukati zvakasiyana izvo zvinoenderana nedonzvo rekusimudzira mabasa emawoko. Shindi Mother’s Group

Mazwi anopikisana

Ticha Danga MUCHIKAMU chino tinoda kutarisana nemazwi anoreva zvakapikisana neatinenge tapihwa. Kashoma kuti bvunzo rigoshaya chirongwa kana kuti mibvunzo yakadai. Izwi rekuti kasika kana kuti kasira rinoreva kuti kurumidza kana kuti…

A-LEVEL — PAFUNGE: Mutongi anobata Rudo nemhosva . . . asi ndokumuregerera

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 23 (Nyaya yacho): Rudo anorwara ndokuendeswa kuchipatara achingoita zvinhu manzwira asingambozivi kuti kunze kuno kune chii. Mapurisa anotoita zvekutozopaza mukamba kaive kaJoe naRudo, ndokutora kanhu kose kaigona…

Akasiya mhuri ichikwangwaya

Nyasha Chabvonga VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati haazive kubasa kwemurume wake pamwe nekwaanogara muHarare sezvo akamusiya kumusha achikwangwaya nemhuri. Sarah Nerutonga akataura mashoko aya kuHarare Civil Court apo…

PAKURARAMA tinosangana nevanhu vakasiyana mumararamiro, muzviito nemuhutano zvakare ndosaka zvichinzi hatifanane mukusikwa kwedu. Nguva pfupi yadarika pane mumwe muverengi weKwayedza akabvunza kuti zvinokwanisika here kuti murume ane utachiona hweHIV

×