MAONERO EDU: Chenjedzo yegomarara rezamu yakakosha
MUMWEDZI waGumiguru gore roga roga, Zimbabwe inobatana nedzimwe nyika dzepasi rose mukucherechedza uye kupa chenjedzo pamusoro pechirwere chegomarara rezamu. Chirongwa ichi chakakosha sezvo chine donzvo rekusimudzira nyaya dzeutano, zvikuru sei…
MAONERO EDU: Chii chapinda mupwere dziri kuzviuraya?
SVONDO rino, tine nyaya inosuwisa yemwanakomana ane makore 12 okuberekwa aigara nevabereki vake kuArcadia Farm, kuBindura, uyo ane mutumbi wakawanikwa wakarembera mumuti. Mukubuda kwenyaya iyi, zvinonzi mutumbi uyu wakaonekwa wakarembera…
MAONERO EDU: Nyaya dzezvibharo ngadzifumurwe
SVONDO rino, tine nyaya inosuwisa uye inovirutsa nehasha yakaitika kwaMurewa, yevamwe sekuru vane makore 42 okuberekwa vakabata chibharo muzukuru wavo ane makore manomwe ekuzvarwa. Unoshaya kuti munhu anenge amharwa nemweya…
MAONERO EDU: Kuvanza mhosva kuzvisikira moto muziso
SVONDO rino, tine nyaya inopa chidzidzo chikuru chokuti mhosva hairovi kunyangwe nyakuipara nevamwe vaedze sei kuivanza. Regai vakuru vazoti rina manyanga hariputirwi mumushunje. Nyaya iyi ndeyeimwe mhuri yekwaMutoko yaive pachipari,…
Mweya weumhondi munyika ino bodo!
NYAYA dzevanhu vari kuponda vamwe, kusanganisira vana vavo chaivo vekubereka, dziri kuwanda mazuva ano, izvo zviri kukonzera kusagadzikana munharaunda dzakasiyana-siyana. Zuva nezuva pari kubuda nyaya dzevanhu vanenge vauraya vamwe nezvikonzero…
MAONERO EDU: Vanoroodza pwere ngavamhan’arirwe, vasungwe
SVONDO rino, tine nyaya inosuwisa zvakanyanya yevanasikana vasati vabva zera avo vanonzi vari kuroodzwa nevabereki vavo kuMt Darwin, kuMashonaland Central, nokuda kweurombo, izvo zviri kuita kuti vasiire chikoro panzira. Izvi…
MAONERO EDU: Tisakanganwe chazuro nehope
NEMUSI weMuvhuro unotevera (11 Nyamavhuvhu), zvizvarwa zveZimbabwe zvichabatana mukupemberera zuva guru remagamba (Heroes Day), iro rakakosha zvakanyanya munhoroondo yenyika. Mhemberero idzi dziri kubva dzabatana nedzezuva guru zvakare remauto (Defence Forces…
MAONERO EDU: Vatyairi ngavatevedze mitemo mumigwagwa
KUWANDA kwetsaona dzemumigwagwa mazuva ano, idzo dziri kukonzera kuti vanhu vafe uye kukuvara, kuri kuita kuti voruzhinji vashungurudzike pamwe chete nekusagadzikana. Svondo rapera, vanhu vanosvika 17 vaive mukombi vakafa uye…
MAONERO EDU: Ngatingwarirei njodzi dzemoto mumwaka wechando
MWAKA wechando pari zvino wave pakati, apo kunze kuri kuwedzera kutonhora munzvimbo dzakawanda, izvo zviri kuita kuti voruzhinji vatsvage nzira dzakasiyana-siyana dzekuti vadziirwe. Zvakakosha kuti munhu azvidzivirire kubva mukutonhorwa nechando.…


