Hama dzemurume akatsikwa nebhazi dzotsvagwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ari kukumbira voruzhinji kuti awane mashoko ekune hama dzemurume ane mutumbi uri kumochari yeMasvingo Provincial Hospital. Murume uyu anonzi akatsikwa nebhazi nemusi wa21…

Mapurisa ovhima mhondi dzakauraya munhu

Muchaneta Chimuka MUMWE murume wekuDomboshava, uyo akawanikwa arere parutivi pemugwagwa aine zvironda zvakadzika mumusoro, akashaya mushure mekuendeswa kuchipatara. Nyaya yekurohwa kwake yainge yamhan’arwa kumapurisa, nokudaro vakapara mhosva iyi vari kutsvakwa…

‘Ngwarirai moto wesango’

Muchaneta Chimuka DAMBUDZIKO remoto wesango riri kuramba richikura munyika, izvo zvakonzera kuti vanhu vaviri varasikirwe neupenyu gore rino kusvika pari zvino uye kuti mahekita anodarika 421 474 pamwe chete nemidziyo…

‘Mushandirapamwe wakakosha mukurima’

Muchaneta Chimuka ZIMBABWE iri kutora matanho makuru ekusimudzira nyaya dzekurima uye yakagadzirira kuita shanduko inoendeka zvichitevera zvirongwa zvakasiyana-siyana zviri kuitwa neHurumende mukusimudzira upfumi hwenyika. Vachitaura pamusangano weFAO Hand in Hand…

Simba Bhora, Scottland dhuma-dhuma

Abel Ndooka NZIRA dzose dzichange dzichinanga kuWadzanayi Stadium kuShamva nomusi weMugovera svondo rino apo shasha yeCastle Lager Premier Soccer League (PSL), Simba Bhora, ichange ichitatsurana neScottland FC mumutambo unotarisirwa kudakadza.…

Chabvondoka kuZimSports4ED tournament

Abel Ndooka KUCHANGE kusingadanwi anonzwa musi weMugovera svondo rino paLord Malvern School, kuWaterfalls, muHarare, apo zvikwata 10 zvinobva kumapurovhinzi akatsaukana-tsaukana zvichakwikwidza paZimbabwe National Sports Promotion for Economic Development (ZimSports4ED) tournament.…

MaChevrons orongera Namibia

Abel Ndooka CHIKWATA chenyika checricket chemaChevrons chichasangana necheNamibia mumitambo mitatu yeTwenty20 International Series, iyo ichaitirwa kuQueens Sports Club, kuBulawayo. Mitambo iyi ichatora nzvimbo svondo rinotevera mumazuva anoti 15, 16 na18…

MACHIKICHORI: Nakirwai nemutakunanzva wemadora

MADORA kudya kunofarirwa nevanhu vemazera ose uye tinowana mapuroteni neiron kubva muusavi uhwu. Vhiki rino, Ropafadzo Mungate, wekuBindura, anotitsanangurira mamwe mabikirwo emadora. Zvinodiwa Madora akaomeswa; Hanyanisi; Madomasi; Mafuta; Munyu; Pani…

BVUNZA GODOBORI: Chii chinonzi chidhoma?

Muchikamu chino, vaverengi, vateveri veKwayedza nevamwe vanotsigira bepanhau iri vari kupihwa mukana wekubvunza zvimwe zvezvinhu zvinoshamisa, zvisinganzwisisiki nezvakasiyana-siyana zvinonetsa pachivanhu mumararamiro evatema uye vachipindurwa nenyanzvi. Mubvunzo Ndaverenga pamwe chete nekunzwa…

Mwana akabiwa akazowanikwa mushure memakore 10

Kingstone Mapupu MURUME nemudzimai wake, vekuChitungwiza, avo vakabirwa mwanakomana wavo ari kasvava, uyo akazowanikwa kwapera makore gumi, vanoti zvakakosha kuti vabereki vachengetedze vana vavo pose pavanenge vari. Mwana uyu akabiwa…

×
×