Sangano reMunicipal Workers Union of Zimbabwe rochema vashandi vekanzuru vakafira pabasa

Abel Ndooka SANGANO reMunicipal Workers Union of Zimbabwe (MWUZ) riri kuchema vashandi vekanzuru yeHarare vaviri vakafa vari pabasa svondo radarika. Vashandi vanoti Peter Mupinga naStephen Mangombe vakafa vari pabasa mushure…

Sekuru vosungirwa kubata chibharo muzukuru wemakore 7

neMunyori weKwayedza VAMWE sekuru vane makore 42 okuberekwa vanonzi vakashaya mwoyo wokubereka apo vakabata chibharo muzukuru wavo ane makore manomwe ekuzvarwa mushure mekumuvhevhetedza kuti vaende kubindu kunotemha muriwo, kunova iko…

Mambo Chundu vokurudzira kusimbaradzwa kwemadiridziro

Kingstone Mapupu MAMBO CHUNDU, VaAbel Mbasera, vekuHurungwe, kuMashonaland West, vokurudzira kusimbaradzwa kwemadiridziro uye kushandiswa kwawo kuzere kuti nyika iwane maguta zvichitevera kushanduka kuri kuita mamiriro ekunze. Vanoti Hurungwe nemamwe matunhu…

MAONERO EDU: Kuvanza mhosva kuzvisikira moto muziso

SVONDO rino, tine nyaya inopa chidzidzo chikuru chokuti mhosva hairovi kunyangwe nyakuipara nevamwe vaedze sei kuivanza. Regai vakuru vazoti rina manyanga hariputirwi mumushunje. Nyaya iyi ndeyeimwe mhuri yekwaMutoko yaive pachipari,…

BVUNZA GODOBORI: Zvii zvinotarisirwa pakupereka muroora mutsva?

Muchikamu chino, vaverengi, vateveri veKwayedza nevamwe vanotsigira bepanhau iri vari kupihwa mukana wekubvunza zvimwe zvezvinhu zvinoshamisa, zvisinganzwisisiki nezvakasiyana-siyana zvinonetsa pachivanhu mumararamiro evatema uye vachipindurwa nenyanzvi. ************** Mubvunzo Ndiri musikana ane…

Kubika zvikanganwahama zvine mutsauko

SVONDO rino, tina Tonderai Makonese, wekuZaka, uyo ari kutitsanangurira mabikirwo ezvikanganwahama. Nyama yezvikangwanwahama inonaka zvikuru sezvo isina mafuta akanyanya. Zvinodiwa Chikari; Zvikanganwahama; Munyu; Mafuta; Madomasi; Mhiripiri Mabikiro Cheka zvikanganwahama, uvhure…

Sinach oridza pachirongwa cheToday’s Woman

Abel Ndooka MUIMBI wekuNigeria ane mukurumbira Osinachi Kalu Okoro Egbu, uyo vazhinji vanoziva saSinach, achauya kuzoridza muno muZimbabwe mwedzi unotevera, pachirongwa cheToday’s Woman Interdenominational Conference, icho chiri kurongwa nekereke yeZAOGA…

Zim yadoma chikwata chichabandana neSri Lanka

Abel Ndooka AIMBOVE kaputeni wechikwata chenyika checricket — Brendan Taylor — akasarudzwa kupinda muchikwata chemaChevrons, icho chichatatsurana neSri Lanka mumitambo miviri yeone-day international (ODI). MaChevrons neSri Lanka zvichatanga kubandana musi…

Scottland neDeMbare zvotiburana

Abel Ndooka CHICHANGE chakabvondoka musi weMugovera uno kuRufaro Stadium muHarare, uko chikwata cheScottland FC chichasangana neDynamos FC mumutambo weCastle Lager Premier Soccer League (PSL) Matchday 27. Mutambo uyu uri kuuya…

Jongwe naAli vonokwikwidza kuJapan

Abel Ndooka SHASHA dzinokwikwidza mumijaho yemawiricheya dzechidzimai, Stellah Jongwe naMollen Ali, dzichanomirira nyika apo dzichanokwikwidza kumujaho we44th Oita International Wheelchair Marathon, uyo uchaitirwa kuJapan muna Mbudzi. Technical director weNational Association…

×
×