A-LEVEL — UGO HWEMADZINZA: Kudetemba kuvadzimu

Munyaradzi Gunduza Tsanangura zvidavado zvinowanikwa munhetembo dzemhiramidzimu. [25]

Zvirwere zvinobata tsuro

Kingstone Mapupu VARIMI vanopfuya tsuro voyambairwa kuti vagare matanga avo akashambidzika senzira yekudzivirira kuti zvipfuyo zvavo zvisabatwe nezvirwere zvakasiyana izvo zvinogona kudzosera mabasa avo kumashure.

Zvikwata zveRugby Wc zvowedzerwa

MUTAMBO we2019 Rugby World Cup uchave wekupedzisira kuve nezvikwata 20 zvinokwikwidza sezvo vatungamiri verugby vave kufunga kutevedzera zvinoitwa nevenhabvu nekuwedzera zvikwata zvichakwikwidza munguva inotevera.

‘Tinonopika jeri tose’

Gamuchirai  Muzanenhamu MURUME weEpworth, muHarare, anoti ashaiswa rugare nemuvakidzani wake uyo ari kugara achimutyisidzira achiti anoda kupara mhosva asi ozonyepa kumapurisa kuti vakakoromora mhosva yacho vose senzira yekumupfidzisa kuti aendewo…

Tsvina: Cholera inotodzika midzi

ZIMBABWE panguva ino iri kushungurudzwa zvikuru nechirwere chemanyoka checholera, icho kusvika nemusi weChipiri svondo rino chinonzi change chakonzera rufu rwevanhu vanosvika 20 muguta reHarare bedzi uye vamwe vanodarika 2 000…

Kukangira mupositori nyama yenguruve

naIgnatius Mabasa KUFAMBA naJesu kwakanga kusina kuchipa, uye nyangwe nanhasi hakuna kuchipa. Jesu akaudza vanhu vazhinji vaimutevera kuti, “Mweya ndiye anoraramisa, nyama haina maturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mweya noupenyu.”

Mwana akafira $20

Muchaneta Chimuka MURUME wekuChitungwiza ari kunzi akaponda mwana wake mushure mekumurova nezvibhakera padumbu nekumudzipa pahuro achimupomera kumubira $20 iyo yainge yakavigwa pasi pepiro.

O-LEVEL — RUKUVHUTE: Hondo yeChimurenga

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinoenderera mberi nemubvunzo watakatanga svondo rapera unoti; Sarudza nhetembo dzinobuda muna Rukuvhute dzinoburitsa dingindira rezvematongerwo enyika/hondo yeChimurenga.

Kunzwisisa mutemo

Zvinoitwa kana kunogara mumwe kusingazivikanwi Danai Chirawu KURAMBANA hakusi nyore asi zvinhu zvinoitika zvisinei nekuti kune miripo inobviswa pamutemo kuti zvinge zvichifamba uye kunorwadza.

Mabikirwo erupiza

Muchaneta Chimuka RUPIZA kudya kwepasichigare uye kune mapuroteni akawanda ayo anoita kuti muviri ugare wakagwinya. Svondo rino Mbuya Marvis Shalati vekwaChilonga, kuChikombedzi, kuChiredzi, vanotsanangudza mamwe mabikirwo erupiza. Zvinodiwa: Nyemba (cow…

×