Makororo matatu ogara mujeri kwemakore 70

Kingstone Mapupu MAKORORO matatu aiva ashungurudza vagari vekuKadoma nedzimwe nzvimbo dzakapoteredza nekuvabira midziyo yakasiyana akatongerwa kugara mujeri kwemakore anosvika 70 pamwe chete. Vatatu ava, avo vakasungwa nemusi wa30 Kubvumbi nekuda…

Abhadhariswa faindi anyepa kuti abirwa

Getrude Manyande MURUME wekuGwanda abhadhariswa faindi yeUS$100 mushure mekupa mapurisa mashoko enhema achiti akange abirwa nharembozha yake pamwe chete neUS$330 nevarume vana vaasingazive. Arnold Siziba, wemumusha waMatshetsheni, akawanikwa aine mhosva…

Doro rapinzwa muZim rakavigwa pakati pemasaga efetiraiza

Lovemore Kadzura MUMWE mutyairi wegonyeti anonzi akapinza munyika doro nechikafu zvinokosha US$12 000 kubva kuMozambique akazviviga pakati pemasaga efetiraiza yemhando yeAmmonium Nitrate (AN) iyo yaainge akatakura zvakaita kuti asungwe. Wonder…

Muzukuru opika jeri mwedzi mishanu abira sekuru US$900

Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 22 okuberekwa wemubhuku raChiyangwa kwaMambo Mangwende, kwaMurewa wekubira sekuru vake US$900 ozvidemba zvichitevera kutongerwa kwaakaitwa kuti agare mujeri kwemwedzi mishanu izere. Ronald Kwaramba akabatwa nemhosva…

ZiG600m yaiswa muhupfumi hwenyika

Nqobile Bhebhe BHANGA guru reZimbabwe Reserve Bank of Zimbabwe rinoti rakaisa mari inosvika ZiG600 miriyoni muhupfumi hwenyika panguva yechikamu chekutanga chegore ra2026, nechinangwa chekusimbisa kushandiswa kwemari uye kugadzirisa matambudziko ane…

Baba vakarovera mwana (5) pasi katatu, ndokukava mumwe (3) neshangu

Muchaneta Chimuka MURUME wekwaMambo Mangwende, kwaMurewa akamuka chibhebhenenga apo akarovera pasi mwanakomana wake ane makore mashanu okuberekwa uye ndozokava mumwe wacho ane makore matatu okuzvarwa neshangu padumbu mushure mekunge anetsana…

Madzimambo oronga bira reLake Kariba

Muchaneta Chimuka MAMBO Ngezi, VaPeter Pasipamire, vekuMhondoro – Ngezi mudunhu reMashonaland West vanoti zvakakosha kuti paitwe bira kuLake Kariba senzira yekuchenura zvichitevera njodzi yengarava iyo yakauraya vanhu vakawanda uyewo nechinangwa…

Mwedzi 6 mujeri afukunura guva ratete

Munyori weKwayedza MURUME wekufukunura guva ravatete vake achida kutora maringi avo emuchato ayo aifunga kuti vakavigwa nawo, Challenge Jasi (38), akatongerwa kugara mujeri kwemwedzi mitanhatu nedare reMurehwa Magistrates Court. Jasi,…

Ndinobva kuGokwe uye ndinodada nazvo: Rev Chivaviro

Mathew Masinge MUIMBI wenziyo dzechitendero ane mikurumbira uyo ahwina mibayiro yakawanda, Reverend Togarepi Chivaviro, anotenda kuti aita zvakakwana mukurwisa maonero asina kunaka anoitwa neveruzhinji pamusoro pevagari vekuGokwe, kudunhu reMidlands. Rev…

Chembere (63) yaponda murume nekumutema nedemo

Sukulwenkosi Dube CHEMBERE ine makore 63 ekuberekwa yekuGwanda yasungwa nemhosva yekuponda murume wayo ane makore 70 nekumutema mumusoro nedemo. Miriam Ndlovu, wemumusha weMatshetsheni, akatema Harold Ngwenya kaviri nemusoro nedemo apo…

×