Mwana akafira mumugodhi musikana ari paWhatsApp

MWANA ane mwedzi 18 yekuberekwa anonzi akawira mumugodhi ndokufa kuChitungwiza svondo rapera apo musikana webasa aimuchengeta aive akayeverwa paWhatsApp. Njodzi iyi yakaitika panhamba 4853 Unit C panove

Masvomho oreruka kudzidza

VADZIDZI veGrade 7 avo vainetseka nekuda kwechidzidzo chemasvomho (Mathematics) vanotarisirwa kubatsirika zvikuru zvichitevera kuburwa kwemabhuku matatu ekuvandudza chidzidzo ichi.

Kwakabva zita: Chitekete (Gokwe)

KuGokwe kune nzvimbo inonzi Chitekete. Zita iri rakabva parwiyo rwemushakabvu Leonard Dembo. Rwiyo urwu rwairidzwa zvakanyanya panzvimbo iyi izvo zvakaita kuti inzi Chitekete. —ALLAN KADODO, GOKWE.

—Mutupo—Moyondizvo

Evoyi Moyondizvo Bvumavaranda,

Mukuwasha akandirongera: Ambuya

Yvonne Manyanja MUKUWASHA anonzi akarongera ambuya vake “gen’a” rekuvatyisidzira kuti vadzose $1 500 iyo akange apa mukadzi wake kuti achengete asi ivo ndokubva vaitora vakaidya yose.

Bhuku idzva reo-level

MUNYORI wemabhuku eShona anodzidzwa muzvikoro, Munyaradzi Gunduza, akabura rimwezve bhuku idzva rinonzi Ongororo yeNhetembo neMabhuku Shona O-Level iro rinotasirirwa kubatsira vadzidzi zvikuru.

Akaendesa zvipfeko zvemukadzi kun’anga

Yvonne Chidochashe Manyanja SAMUSHA vekupa mukadzi gupuro vanonzi vakazorwadziwa mushure mekunge ave kudanana nemumwe murume zvikaita kuti vamubire zvipfeko zvake zvemukati ndokuzviendesa kun’anga kuti zvinogadzirwa nemushonga

Akaendesa zvipfeko zvemukadzi waakaramba kun’anga achida kumukanda rukawo

Yvonne Chidochashe Manyanja SAMUSHA vekupa mukadzi gupuro vanonzi vakazorwadziwa mushure mekunge ave kudanana nemumwe murume zvikaita kuti vamubire zvipfeko zvake zvemukati ndokuzviendesa kun’anga kuti zvinogadzirwa nemushonga werukawo.

‘Ndimi munotadzisa mvura kunaya’ – vazukuru vanopomersa sekuru

Yvonne Chidochashe Manyanja VAMWE sekuru vakachema-chema mudare vachiti vazukuru vavo vaviri vari kuvapomera huroyi vachiti ndivo vari kutadzisa mvura kunaya zvakanaka.

‘Ndimi munotadzisa mvura kunaya’

Yvonne Chidochashe Manyanja VAMWE sekuru vakachema-chema mudare vachiti vazukuru vavo vaviri vari kuvapomera huroyi vachiti ndivo vari kutadzisa mvura kunaya zvakanaka.

×