Yakadaro: Rudo ngarupfumbire!
MUMWE wevatereri vakuru veTilda Live, chirongwa chinoitwa naTilda Moyo-Karizamimba panhepfenyuro yeStar FM, anoti chikamu chechirongwa ichi chinodaidzwa kuti Couples Quality Time chakakosha zvikuru sezvo chiri
GRADE 7: Nzungu, tsenza nenyimo
Ticha Danga CHIKAMU chakapfuura takambobata mhando dzezvirimwa. Asi hatina kukwanisa kupedza dzose nekuda kwenguva saka ndati timbotsokodzera nyaya iyoyo tigoziva nekuzogona kufananidza nezvanhasi uno.
A-LEVEL — MASIMBA: Lindiwe ava nepamuviri
“Dai ndakaziva haitungamiri” naMapira Silitha (79-91) NYAYA YACHO (Enderero mberi)
Mukadzi wekupfuhwira murume ovhundutsirwa
MUDZIMAI uye wemubhuku raGuwa kwaChinhamora, kuDomboshava, wekubuda pachena kuti akapfuhwira murume wake nekumubikira sadza nemvura yaiva yakasanganiswa nevhu rekumakuva, ave kuvhundutsirwa neimwe
Anogara nechikomba murume wake aripo
Yvonne Chidochashe Manyanja MURUME wekuunzirwa chikomba mumba nemukadzi wake, icho anotogara nacho iye aripo, akapotera kudare achida achiti aoneswa chitsvuku nekushungurudzwa.
Voyamwisira vana pabasa
KAMBANI yeLafarge Cement Zimbabwe iri kusimudzira utano hwevashandi vayo vechidzimai zvichitevera kuvaka kwayakaita dzimba dzekuti vanhukadzi vakwanise kuyamwisa vana pamwe nekuchengetera mukaka panguva iyo
Varairidzi huyai
VARAIRIDZI, heunoi mukana wekuti mubatsire kudzidzisa vana muri kwamuri ikoko. Ratidzai hunyanzvi hwenyu nekunyora chero zvinyorwa zvine chekuita nedzidzo. Titumirei zvinyorwa zvinobatsira vana kuti vabudirire mumutauro
‘Iwe waingova murume wezita’
Janet Chikotosa MUMWE murume akachema-chema mudare achiti aimbove mukadzi wake ane katsika kekushinha nemurume akazomuroora apo mwana wavo anenge achiona, nekudaro anoda mvumo yekugara nemwana uyu.
Zera rakakodzera kutyaira motokari
SVONDO rino tiri kutarisa zera rinotenderwa kutyaira mhando dzemotokari dzakasiyana nematanho anofanira kutorwa kuti munhu ange achinzi ave kufanira kutyaira zviri pamutemo.
O-LEVEL — MUSEVE USINGAPOTSE/HARIVHIKWI: Matambudziko aPondai
Munyaradzi Gunduza Matambudziko anowira Pondai (Tinoenderera mberi) Pondai anosangana nedambudziko rekurumwa nechinyavada. Izvi zvinobuda paanenge ari parwendo rwake rwekuenda kwaMambo Mupambi kunotsvaga rubatsiro rwemauto. Tinomuona akarara pakati pesango asingakwanise

