Tinosunga, hatityisidzirwe: zrp
Munyori weKwayedza MUTAURIRI wemapurisa munyika, Chief Superitendent Paul Nyathi, vanoti mapurisa anoita basa rawo akasununguka, pasina tsvete kana kutya mamiriro akaita munhu anenge apara mhosva. Vanoti havatye kusunga ani zvake, angava…
Shaina zim shaina…Mwana wepaqe ‘akamedzesa’ Africa firiji
Daphne Machiri MWANASIKANA chikwapuro pafundo wepaQueen Elizabeth High School (QE), muHarare, akadadisa nekukunda vamwe vose muAfrica mumakwikwi ezviratidzwa zvesainzi izvo zvava kuita kuti anomiririra Africa kumakwishu eIntel International Science Fair…
‘Ndinoshinhira zvipfeko zvemukati’
Kingstone Mapupu GREY Mupinganjira (32) wekwaChihota, uyo anozviti in’anga yemandiriri, anoti anogadzira kana kuti “kusota” varume nemadzimai vanoita zvegumbo mumba, gumbo panze. Murume uyu anoti muwanano, akangave murume kana mukadzi, hapana…
‘Mapurisa akandisunga muchaita mapofu’…. . . mugozvara vana zvirema . . . ndapedza kuuraya hama
Kingstone Mapupu MURUME wekwaChihota wekubatwa muHarare mwedzi wapera aine zinyoka mukombi anoti apedza kuuraya hama dzake nemishonga yakaipa uye ari kuyambira mapurisa vakamusunga aine nyoka iyi nevamwe vakaiona achiti vose…
Wenger ofungira vamwe vatambi
ARSENE Wenger anoti anofunga kuti panogona kunge pane vamwe vatambi veDinamo Zagreb vari kutora zvinodhaka zvisingatenderwi, apo vakamirira kunzwa zvichabuda mutsvakiridzo yeUEFA, zvichitevera kubatwa kwakaita mutambi wekuCroatia Arijan Ademi kuti…
Unilever yakapa mabhuku kuChitsere
Muchaneta Chimuka KAMBANI ine mukurumbira wekugadzira zvinhu zvekushambidzika, yeUnilever Zimbabwe, svondo rapera yakapa mabhuku ekunyorera 2 500, mabhokisi esipo pamwe nemishonga yekugeza zvimbuzi kuChitsere Primary School, chiri kuMbare, senzira yekusimudzira…
Mwana wose anoda rudo rwemubereki
SVONDO rino tine nyaya mbiri dzinosuwisa zvikuru idzo dziri pamusoro pevanhukadzi vanoita mabasa echipfambi. Idzi inyaya dzinoti yemumwe mukadzi anonzi akatiza vana vake ndumurwa achivasiya vaine musikana webasa iye achienda…
‘Varimi rimai mbeu dzinoshingirira muzuva’
Kingstone Mapupu VARIMI vakakurudzirwa kuti varime mbeu dzinoshingirira muzuva uye kuti vashande zvizere nevarimisi vavo vekumatunhu akasiyana mumwaka wezhizha uno nedonzvo rekuti nyika iwane maguta. Kurudziro iyi yakapihwa naVaDenias Zaranyika avo…
‘Tsigiraiwo tsiva yemadzimai’
Abel Ndooka MUTAMBI wetsiva wechidzimai Kudakwashe Chivandire ari kuchema-chema zvikuru kuti vanhukadzi havazi kuwana rutsigiro rwakasimba mumutambo uyu izvo zvave kuvaona vachienda kunotambira kune dzimwe nyika. Chivandire anoti Zimbabwe yakabura vatambi…
Khan akasiya hurukuro
AMIR Khan akasiya hurukuro dzekuronga mutambo wekuzorwa naManny Pacquiao, sekutaura kwemapepanhau ekuAbu Dhabi. Chizvarwa chekuBolton ichi change chiri muhurukuro neshasha yekuPhilippines iyo inotarisirwa kudzoka mutsiva gore rino risati rapera mushure










