Makuva oita mashoma
Kingstone Mapupu KANZURU yeguta reHarare inoti yatarisana nedambudziko guru rekushomeka kwevashandi vanochera makuva zvichitevera kufa kuri kuita vanhu vakawanda nechirwere cheCovid19 izvo zvava kunonotsa kuvigwa kwezvitunha. Mutauriri wekanzuru yeHarare, VaInnocent…
‘Ndinotengesa zvidhoma’
Kingstone Mapupu N’ANGA yekumindamirefu yekuVirginia, kuMacheke — asi kumusha ichibva kwaMambo Rusambo, kuRushinga — iri kubuda pachena kuti inopa kana kutengesera vanhu zvikwambo nezvidhoma — makona ainoti yakasiirwa neimwe n’anga…
Akaviga chitunha mu‘sleeping bag’
Kingstone Mapupu MURUME wepapurazi reGravelord, kuMhangura, anonzi akaponda mukoma wake apo vakarwa achimupomera kuti aitora girosari remumba achinovhevhetedza naro vanasikana vake. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland West, Inspector Margarate Chitove, vanotsinhira…
Mwana asingabude mumba
Kingstone Mapupu MUKOMANA ane makore 12 okuberekwa wemuHarare, anonzi apedza gore nechidimbu akazvivharira mumba achiti ari kutiza vanhu vanomutandanisa vachida kumuuraya. Blessing Chikonzo, uyo anogara nevabereki vake panhamba 4678 kuHopley…
Mwana akayerera nerwizi
Kingstone Mapupu MWANAKOMANA wemakore gumi nematanhatu okuberekwa uyo aigara nevabereki vake kuChiroti Gate, kudunhu raMambo Dandawa, kuHurungwe anonzi akatsvedza ndokuwira murwizi rwaSanyati svondo rakapera uye mutumbi wake hausati wawanikwa. Talent…
Mbudziyadhura onzi arwara kuLalapanzi
Kingstone Mapupu MUTAMBI wemadhirama Blessing “Mbudziyadhura” Chimhowa (47) anonzi ari kurwara zvekurara ari kuLalapanzi, kuGweru uko anorima mushure mekuwana munda. Mbudziyadhura akaita mukurumbira zvichitevera kubuda kwaakaita mudhirama rinonzi “Gringo The…
Chairman onanga Namibia
Abel Ndooka SHASHA yetsiva — Tinashe “Chairman” Mwadziwana — anoti pari zvino ari kugara musango achiita gadziriro yekuzosangana naNathanael Kakololo wekuNamibia. Vatambi vaviri ava vacharwira bhande reAfrica Boxing Union Africa…
Tamirira Gvt: Zifa
Abel Ndooka SANGANO rinotungamirira nhabvu muno reZimbabwe Football Association (Zifa) rinoti riri kuzama nepose parinogona kuti mutambo uyu udzoswe uye rakanyorera zvakare kuHurumende richikumbira bvumo yekuti mitambo yePremier Soccer League…
Akafa atsikwa nemota isina mutyairi
Kingstone Mapupu MWANA aive negore nemwedzi mina yekuberekwa wekuBindura anonzi akatsikwa ndokufa nemotokari yababa vake iyo yakangoerekana yave kufamba isina mutyairi pachivanze chevabereki vake. Tsaona iyi inonzi yakaitika nguva pfupi…
Mapurisa oparidza mashoko
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police ekuMashonaland East – akabatana nebazi rezveutano nekurerwa kwevana nevemakambani – akatanga chirongwa chekutenderera mudunhu iri vachiparidza mashoko kune veruzhinji pamusoro pekukosha kwekuzvidzivirira kubva kuchirwere…










