Mudzimai akaita bofu arota nyoka dzichimunanzva
Kingstone Mapupu MUDZIMAI anogara kuStop Over, kuEpworth anoti akasangana nemashura muupenyu hwake apo akarara achirota achiona nyoka dzakasiyana ndokuzofuma rechimangwana racho asisaone. Mai Chenai Musona (34) vanoti mugore ra2017, vakatanga…
Musikana (14) abatwa chibharo atumwa kunokwereta hupfu
Muchaneta Chimuka MWANASIKANA ane makore 14 okuberekwa anonzi akabatwa chibharo mushure mekunge atumwa nababa vake kunokwereta hupfu kumba kwemuvakidzani wavo wechirume kwaMutoko. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland East, Inspector Simon Chazovachii,…
Amai vauraya mwanakomana (3) nekumubaya nebanga
Lovemore Kadzura MUNYAYA inokatyamadza yakaitika mumusha weHobhouse, kwaMutare nomusi weChina svondo rino mangwanani, mumwe mudzimai anonzi akauraya mwanakomana wake ane makore matatu ekuberekwa nekumubaya nebanga. Mapurisa anotsinhira nyaya yekusungwa kwaNetsai…
‘Ndakabviswa humhandara nezvikwambo’
Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 22 okuberekwa wekuMberengwa anoti akabviswa humhandara nezvikwambo uye kunyangwe zvazvo akazoroorwa, parizvino anonzwa kufarira kusasana nazvo kudarika nemurume wake. Mudzimai uyu, uyo watichapa zita rokuti…
Zimpapers welcomes you to a new era of journalism
Hello everyone. Today, Zimpapers is set to unveil its groundbreaking digital-first newsroom, a game-changing milestone in Zimbabwe’s media landscape. Information, Publicity and Broadcasting Services Minister, Dr Jenfan Muswere will commission…
Nakamba orumbidza Mario
Tadious Manyepo MARVELOUS NAKAMBA anoti vatambi vemaWarriors vari kuenda vachijairira nzira dzinoshandiswa nemurairidzi wavo mutsva, Marian “Mario” Marinica, uye kaputeni wechikwata chenyika uyu anovimba kuti Zimbabwe ichatamba zvakanaka mumitambo iri…
Murume apondwa aenda kurufu rwemukoma
Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 31 okuberekwa akaurayiwa nemhondi mushure mekunge ambobva parufu rwemukoma wake muChitungwiza achienda kunonwa hwahwa pamabhawa ari padyo munguva dzemanheru. Chiitiko ichi chakasiya vagari vemuChitungwiza vaine…
Murume (38) oteverwa nemazizi pese-pese
Muchaneta Chimuka MUNYAYA inoita sebhaisikopu, murume wemuHarare – McClean Samuriwo (38) – uyo anove muimbi zvakare uye kumusha anobva kwaChihota, anoti haachina zororo muupenyu hwake nekuda kwekutevererwa nemazizi uko ari…
Harahwa (70) yekuzama kubata chibharo mwana wemakore 15 yozvidemba
Muchaneta Chimuka HARAHWA ine makore 70 okuberekwa yekuzama kubata chibharo mwanasikana weroja rayo ane makore 15 okuzvarwa kuChitungwiza yozvidemba zvichitevera kutongerwa kwayakaitwa kugara mujeri kwemakore matatu azere. Lovemore Chauruka akatanga…
Mudzimai atongerwa mwedzi 6 mujeri apisa mwana nemapurasitiki
Tendai Gukutikwa MUDZIMAI wemunharaunda yeYeovil, kwaMutare, wekupisa maoko emwana wemurume wake ane makore mapfumbamwe okuberekwa achishandisa mapurasitiki ayo aitanga aisa pamoto achidonhedzera pamaoko ake pamwe nekumurova muviri wese netambo dzemagetsi,…











