Murume abata mwanasikana (14) chibharo ndokuzomuponda nemuzukuru wake

Kingstone Mapupu MURUME wekuZaka, kuMasvingo Obedience Makonye (29), akasungwa nemhosva yekubata mumwe mwanasikana chibharo uye ndokuzomuponda pamwe chete nemuzukuru wake waaive naye. Izvi zvakaitika kwaSabhuku Guyo B mugomo reGondora nemusi…

Mbuya (60) vapisa muzukuru nenyimo vachiti aba US$20

Lovemore Kadzura CHEMBERE ine makore 60 okuberekwa yekwaMarange inonzi yakashungurudza muzukuru wayo nekumupisa nenyimo idzo yakaisa mukati mehembe dzake mushure mekumupomera kuti aive aba US$20 pane imwe takishopu yeko. Mbuya…

Murume anga achitsvagwa awanikwa akafa

Kingstone Mapupu MURUME anga achitsvagwa nehama dzake uyewo nemapurisa kudhorobha reMasvingo — Enock Chuduwa Guyo (20) — akazowanikwa akafa mutumbi wake uri mumba isingagare vanhu uye isina kupera kuvakwa. Svondo…

Mbavha dzabatikidzwa dziine mitumbi 4 yenyama yemombe

Muchaneta Chimuka VARUME vatatu — Joseph Kamukosi (33), Tatenda Magirazi (27) naEdmore Michael (25) — vese vari vagari vekuMagamba kwaMurewa, vakasungwa nemhosva yekuba mushure mekuwanikwa vaine mitumbi mina yemombe. Izvi…

Vanhu 3 vemhuri imwe vayeredzwa nemvura vari mungoro

Kingstone Mapupu VANHU vatatu vemhuri imwe, kusanganisira amai nemwana wavo, vakafa mushure mekuyeredzwa nemvura vari mungoro apo vaizama kuyambuka rwizi Sebakwe urwo rwaive rwakazara kuKwekwe nguva pfupi yadarika. Tsaona iyi…

Ngwarirai chirwere cheGreen Tobacco Sickness: TIMB

Muchaneta Chimuka KAMBANI yeTobacco Industry and Marketing Board (TIMB) inoyambira varimi nevamwe veruzhinji kuti vangwarire chirwere cheGreen Tobacco Sickness (GTS) icho chinobata vanhu vanopinda muminda yefodya, zvikuru sei pasina dziviriro…

Makore 47 mujeri abata chibharo vakadzi 3 . . . aivapomera kuti vamuonerera achirasa dope

Muchaneta Chimuka MURUME wekuMacheke akatongerwa kugara mujeri kwemakore 47 mushure mekubatwa nemhosva yekubata chibharo vakadzi vatatu avo aipomera kuti vaive vamuonerera achirasa dope musango. Magwaro emapurisa ekudunhu reMashonaland East anotaridza…

Sekuru vaponda muzukuru (6) atadza kunyora zita rake

Kingstone Mapupu MWANASIKANA ane makore matanhatu ekuberekwa akafa mushure mekurohwa zvakanyanya nesekuru vake nekuda kwemhosva yavaimupomera yekuti aitadza kunyora zita rake mumusha waSabhuku Kosvoro kudunhu raMambo Masunda, kuZvishavane. Izvi zvinonzi…

Ndichiri kutaura naTuku muzviroto zvangu: Daisy

Trust Khosa CHIRIKADZI yemuimbi aive nemukurumbira Oliver “Tuku” Mtukudzi — Daisy — anoti achiri kutaura neshasha yemimhanzi iyi muzviroto zvake. Nemusi weChishanu chadarika, zvakaona pachikwana makore manonwe zvichitevera kushaika kwaMtukudzi.…

Murume (20) otsvagwa mushure mekushaikwa angobva pamba

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ari kutsvaga Enock Chiduwa (20), uyo anogara mumusha weRunyararo West kuMasvingo, mushure mekunge abva pamba ndokuenda kusina anoziva. Mutevedzeri wemutauriri wemapurisa kudunhu reMasvingo,…

×