Mudzimai arumwa nechinyavada chakabereka vana 5 kumusana . . . zvose zvanyangarika mushure mekuzviuraya
Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 41 okuberekwa anogara kwaFrazer kuUshewokunze, muHarare omera maziduzu mushure mekurumwa nezirize kana kuti chinyavada icho chaanoti chaiva chakabereka vana vashanu kumusana. Mai Cynthia Tanana, avo…
Madzishe, mapurisa vorwisa kutorwa kwezvinodhaka
Kingstone Mapupu MADZIMAMBO nemasadunhu ekumapurovhinzi ari kumativi mana enyika obatana nemapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP) mukurwisa nyaya yekutorwa kwezvinodhaka iro rinova dambudziko rakadzika midzi. Mutauriri wemapurisa munyika, Commissioner Paul Nyathi,…
Murume (38) ofemeswa moto akanganwa pfuti mulodge
Muchaneta Chimuka MURUME wekuUnit O, kuChitungwa wekukatadza kuchengetedza pfuti yake zvakanaka zvichitevera kukanganwa kwaakaiita mune imwe lodge iyo akanga abhuka husiku hwose akazvuzvurudzirwa kudare redzimhosva. Simbarashe Ruwocha (38) akabatwa nemhosva…
Mhuri yoteverwa nemoto wemanenji . . . mari yonyangarika munharembozha
Kingstone Mapupu MHURI inogara kuChirasavana kudunhu raMambo Seke, kuMashonaland East inoti yaona nhamo nekuteverwa nemoto uyo unonzi unongotanga woga uchipisa midziyo nedzimba. Sekunge izvi zvishoma, mari inonzi inongonyangarikawo mudzimba pamwechete…
Mwanasikana (15) oshaikwa aenda pa’next door’
Kingstone Mapupu MHURI inobva kwaNyama kudunhu raMambo Mapanzure, kuZvishavane iri kutsvaga mwanasikana wayo wemakore gumi nemashanu okuberekwa aigara naambuya vake kuRuwa mushure mukubva pamba ndokurega kuzoonekwa zvachose. Mwanasikana ari kutsvagwa…
Varume 2 votongerwa kuuraya mutyairi wekombi
Peter Matika KUTONGWA kwevarume vaviri, avo vari kupomerwa kuuraya mutyairi wekombi mushure mekunge vatadza kunzwisisana pamusoro pemari yekubhadhara pakufamba mugore ra2023, kwakatanga mudare guru reHigh Court kuBulawayo nemusi weChipiri svondo…
Mwanakomana (13) adimburwa chigunwe nekuda kwengoma
Takunda Gambiza MURUME ane makore 30 okuberekwa wekuChegutu, uyo akarwisa mukomana wechidiki mushure mekunge aramba kumupa ngoma yake kuti aridze pachirongwa chenyaradzo uye ndokuzomuruma nekudambura chigunwe chake chepakati, akatongerwa kugara…
Zvidhoma zvamuka chibhebhenenga mumhuri . . . zvoshinha nevanhukadzi, kukonzera rufu
Kingstone Mapupu MHURI inogara kuOverspill, kuEpworth inoti yatambudzwa nezvidhoma izvo zviri kushinha nevanasikana pamwe nevaroora pamadiro uye nekukonzera rufu zvisina tsarukano. Pamusoro pezvo, vemhuri iyi vanoti vanorohwawo nezvivanda kana…
Utano hweveruzhinji hwosimudzirwa
Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kutora matanho akasimba akananga kusimudzira kuwaniswa kweutano kuruzhinji kuburikidza nenzira dzinosanganisira kumutsiridzwa kwePublic Health Advisory Board iro rine basa guru rekuve chipangamazano mukugadziriswa kwematambudziko akatarisana nechikamu…
Vanhukadzi vosimukira nekurima mbesa dzetsanga diki
Muchaneta Chimuka VANHUKADZI vanorima mbesa dzetsanga diki vachitengesa vanoti raramo yavo iri kufambira mberi nemabhindauko aya zvichitevera ruzivo rwekuuchika mbeu urwo vari kupakurirwa nemasangano akadai seParticipatory Ecological Land Use Management…











