BVUNZA GODOBORI: Ndaisaziva kuti amai vakafa makore 4 adarika

MUCHIKAMU chino, vaverengi, vateveri veKwayedza nevamwe vanotsigira bepanhau iri vari kupihwa mukana wekubvunza zvimwe zvezvinhu zvinoshamisa, zvisinganzwisisiki nezvakasiyana-siyana zvinonetsa pachivanhu mumararamiro evatema uye vachipindurwa nenyanzvi. Mubvunzo Ndiri murume ane makore…

Murume (26) afa arumwa nemvuu achiredza hove

Fidelis Chavarike MURUME ane makore 36 okuberekwa wemumusha waDhlohlo, kwaMambo Mahenye, kuChipinge, akafa mushure mekurumwa nemvuu apo airedza hove murwizi rwaSave. Chiitiko chinosiririsa ichi chakatora nzvimbo masikati emusi wa10 Gumiguru.…

President voshoropodza mhondi dzinochekeresa vanhu

Munyori weKwayedza MUTUNGAMIRI wenyika, President Mnangagwa, vanoyambira vane katsika kekuchekeresa vanhu, vanoita mhirizhonga yezvebonde uye vanoshandisa dzimwe nzira dzekushungurudza vamwe kuti vacharangwa zvakasimba maringe nemutemo, sezvo mhosva dzerudzi urwu dzisina…

Former Kenyan prime minister Raila Odinga dies

Former Kenyan Prime Minister Raila Odinga has died at the age of 80. Indian newspaper Mathrubhumi earlier reported that Odinga, who was undergoing treatment in the southern Indian city of…

Musanditi ‘muimbi wechidzimai’ — Feli Nandi

Trust Khosa FELISTUS “Feli Nandi” Chipendo anoti haafarire kunzwa achinzi “muimbi wechidzimai akabudirira”. Muimbi uyu, uyo ane zvipo zvakasiyana-siyana, anoti matauriro akadai ane zvimwe zvakavanzika zviripo uye zvinogona kureva kuti…

Mashura mudare ramambo . . . mudzimai dzvii sikarudzi yababamukuru

Tendai Gukutikwa MUNYAYA inoita sefirimu, iyo yakaitika mudare raMambo  Mutasa kwaMutasa kudunhu reManicaland nemusi weMugovera wadarika,  Agnes Mutize — mudzimai akaroorwa uyo ari kupomerwa mhosva yekusavimbika muwanano — akadhonza  sikarudzi…

Chembere dzasungwa dzaisira mwana (4) muchetura

Trust Freddy MAPURISA ekuBikita akasunga madzimai matatu, kusanganisira chembere mbiri, nemhosva yehumhondi apo vanonzi vakaisira mwanasikana ane makore mana ekuberekwa muchetura mumupunga senzira yekutsiva kunetsana kwavainge vaita nevabereki vake nekuda…

Mapositori, vagari vemumusha vorwira 36 hectares . . . vamwe vakatoenda kuchipatara vakuvadzwa

Fungai Lupande YAKAVE bata murefu bata mupfupi mumusha waKatena kuChiweshe, kudunhu reMashonaland Central nguva yadarika apo vanamati vechipositori vakarwisana zvinotyisa nevagari veko nekuda kwenzvimbo yemafuro inosvika mahekita 36 iyo inonzi…

Mwanasikana (4) anoerekana apfumbatiswa tsvina yemunhu mumaoko

Kingstone Mapupu MHURI inobva mumusha waSabhuku Mangisi 1 kuKatsvanzva kudunhu raMambo Chireya, kuGokwe inoti yatambura nedambudziko remwanasikana wavo uyo anonzi anoerekana apfumbatiswa tsvina yemunhu mumaoko uye imwe ichikandwa pamuviri wake.…

Manicaland State University of Applied Sciences Fourth Graduation Ceremony

Good morning, everyone Welcome to our live coverage of Manicaland State University of Applied Sciences’ 4th congregation for the conferment of degrees at the higher learning institution’s Fernhill campus just…

×
×