Kambo “Manhanga Matete” kaenda nenyika
Trust Khosa MUIMBI wemusambo weChimurenga, Kurai Makore, anotenda kuti nziyo dzechivanhu dzichagara nekusingaperi zvisinei nekushaikwa kwevanyori vanonyatsozivikanwa venziyo idzi. Muimbi uyu, uyo ane makore 37 okuberekwa, ari mudenga rechinonwe zvichitevera…
‘Musape mapurisa chiokomuhomwe’
Muchaneta Chimuka MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) okurudzira veruzhinji kuti vatevedze mitemo inodiwa pakutengesa zvipfuyo pamwe chete nekuzvifambisa kuenda kune dzimwe nzvimbo uye vosiyana nekatsika kekupa mapurisa chiokomuhomwe. Kurudziro iri…
Zvirongwa zvekuchengetedza mvura, ivhu zvaparurwa
Muchaneta Chimuka HURUMENDE, ichitsigirwa neFood Agriculture Organisation (FAO – China South to South Triangular Cooperation Programme, yakaparura zvirongwa zviviri zvekuchengetedzwa kwemvura munyika uye ivhu senzira yekusimudzira nyaya dzekurima kune pundutso.…
Mubhokisi rine chitunha makabuda bumha renyuchi
Kingstone Mapupu MHURI inobva mumusha waSabhuku Chipunze kudunhu raMambo Mutoko, kuMashonaland East yakadzvamuka ichitiza panhamo yehama yavo panguva yekuonekana nemutumbi wemurume akanga afa achirumwa nenyuchi apo mubhokisi raiva nechitunha makabuda…
Madzimai 2 akanyura murwizi achiita zvemanjuzu azivikanwa
Arron Nyamayaro MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti akwanisa kuziva madzimai maviri akanyura murwizi kuBindura achiita zvemanjuzu. Ellen Mlauzi (49) naEthel Nyabundu (22) vakanyura murwizi Nyaure mumusha weManhenga. Vakaenda kunoita…
Mudzimai oita zvinorova mukurima
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekuGoromonzi — Mai Chipiwa Chibamu (43) — ari kuita zvinorova panyaya yekurima mbatatisi nezvimwe papurazi rake reRuago, zvokuti vatengi vari kumhanyidzana kubhadhara mari yezvirimwa zvichiri mumunda, zvisati…
Simba, Scottland, MWOS neFC Platinum zvorwira mukombe
Abel Ndooka PASARA mitambo 11 kuti mwaka wePremier Soccer League (PSL) wegore ra2025 upere uye mibvunzo iri pamiromo yevatsigiri vazhinji ndeyokuti chikwata chipi chichatora mukombe. Murwendo rwekurwira mukombe uyu, shasha…
MaChevrons otatsurana neNew Zealand
Abel Ndooka CHIKWATA chenyika chemaChevrons chiri muhondo kuQueens Sports Club, kuBulawayo, chichitatsurana necheNew Zealand mumitambo miviri yeTest series. Mutambo wekutanga wezvikwata zviviri izvi wakatanga nemusi weChitatu svondo rino uye unotarisirwa…
Chabvondoka kuMayor’s Challenge Cup
Abel Ndooka KUCHANGE kusingadanwi anonzwa kuCity Sports Centre muguta reHarare nemusi weMugovera uno, apo shasha dzekarate dzichabandana mumutambo weInternational Karate Organisation Kyokushin Budokan Mayor’s Challenge Cup. Mutambo uyu uri kurongwa…
MAONERO EDU: Vatyairi ngavatevedze mitemo mumigwagwa
KUWANDA kwetsaona dzemumigwagwa mazuva ano, idzo dziri kukonzera kuti vanhu vafe uye kukuvara, kuri kuita kuti voruzhinji vashungurudzike pamwe chete nekusagadzikana. Svondo rapera, vanhu vanosvika 17 vaive mukombi vakafa uye…











