‘N’anga, maporofita enhema ngavarangwe zvakasimba’
Kingstone Mapupu HURUMENDE yokurudzirwa kusimbaradza mitemo yemashandiro emachiremba echivanhu anosanganisira n’anga nemaporofita senzira yekuchengetedza vanhu vanoenda kwavari vachida kubatsirwa nekuda kwehuwori nehuguruvhani huri kuitwa nevamwe vavo. Kurudziro iyi inotevera nyaya…
Mukuwasha atungidza ambuya nepeturu
Lovemore Kadzura MURUME ane makore 43 ekuberekwa wekwaSeke mudunhu reMashonaland East anonzi akapisa ambuya, amai vemudzimai, vake nepeturu achishandisa kagwenya kanobatidza fodya akavasiya vaine maronda anotyisa uye vari kurwira hupenyu…
Zim yorongera England muTest match
Abel Ndooka CHIKWATA chenyika chemaChevrons chichasangana necheEngland mumutambo mumwechete wetest match uyo uchatambirwa kuTrent Bridge, kuNottingham. Mutambo uyu uchatanga musi wa22 uchizopera musi wa25 Chivabvu. Aka kachange kari kekutanga mushure…
Cranborne Bullets U21 hutu nemukombe
Abel Ndooka CHIKWATA cheCranborne Bullets Under 21 ndicho chakasimudza mukombe weChallenge Football League Under 21 Soccer Tournament iyo yakatambirwa pachikoro cheAllan Wilson svondo radarika. Mutambo uyu wakarongwa neChallenge Football League…
‘Ndakapihwa huroyi nen’anga’ . . . yakandiudza kuti ndichazviona
Kingstone Mapupu MURUME anova muimbi achiri kusimukira anogara kuRetreat kuWaterfalls, muHarare anoti anorota akarara pamusoro pemakuva evatorwa mazuva ose uye izvi zvakatanga mushure mekunetsana kwaakaita neimwe n’anga yaanoti aida kuti…
Matambiro edu haasi kufadza: Mablanyo
Abel Ndooka MURAIRIDZI weDynamos FC – Lloyd ‘Mablanyo’ Chigowe – anoti matambiro ari kuita chikwata chake haasi kugutsa izvo zvaona DeMbare ichikwanisa kuhwina mutambo mumwechete kubva pa10 yayatamba kusvika parizvino…
Cranborne Bullets U21 hutu nemukombe
CHIKWATA cheCranborne Bullets Under 21 ndicho chakasimudza mukombe weChallenge Football League Under 21 Soccer Tournament iyo yakatambirwa pachikoro cheAllan Wilson svondo radarika.
‘Ndakapihwa huroyi nen’anga’ . . . yakandiudza kuti ndichazviona
MURUME anova muimbi achiri kusimukira anogara kuRetreat kuWaterfalls, muHarare anoti anorota akarara pamusoro pemakuva evatorwa mazuva ose uye izvi zvakatanga mushure mekunetsana kwaakaita neimwe n’anga yaanoti aida kuti imubatsire padambudziko rehurwere.
Matambiro edu haasi kufadza: Mablanyo
MURAIRIDZI weDynamos FC – Lloyd ‘Mablanyo’ Chigowe – anoti matambiro ari kuita chikwata chake haasi kugutsa izvo zvaona DeMbare ichikwanisa kuhwina mutambo mumwechete kubva pa10 yayatamba kusvika parizvino nekudaro vanofanirwa kutokunya kuti dzisimbe.
Bhazi rekuGandavaroyi rokonzeresa . . . rakafa asi ronzi robaka maraitsi roga
MUNHARAUNDA yeChitungwiza, padyo nerimwe garaji rinogadzirwa motokari riri paChikwanha Shopping Centre, pane bhazi rakapakwa iro riri kunzi ratova nemwedzi inoraudzira rakafa asi richiita “mashiripiti” anosanganisira kubaka maraitsi ekumberi rega munguva dzemangwanani nemanheru zuva nezuva.











