Mudzimai arikita ‘maid’ achiti anodanana nemurume wake

Sinokubonga Nkala MUDZIMAI ane makore 31 okuberekwa wekuMbizo, kuKwekwe akazvakatsa musikana webasa remumba nezvibhakera pamwechete netambo yemagetsi achimupomera kudanana nemurume wake. Muchinyorwa, National Prosecuting Authority of Zimbabwe (NPAZ) inoti Hazvinei…

Mudzimai (45) asungwa ahaiwa kuzviita muroyi

Kingstone Mapupu MUDZIMAI ane makore 45 okuberekwa wekudhorobha reKwekwe anonzi akabhadharwa mari nemumwe muporofita ane mbiri munzvimbo iyi kuti anozviita muroyi pasowe rake nechinangwa chekuti aite mukurumbira izvo zvakazoona vaviri…

Vanhu 3 vaurayiwa nemheni pamugodhi wezvicherwa

Kingstone Mapupu VANHU vatatu vakafa uye vamwe vashanu vakakuvadzwa mushure mekurohwa nemupande wemheni pamugodhi weChimurenga Mine kuVanguard, kuMberengwa svondo rapera. Inspector Emmanuel Mahoko vanova mutauriri wemapurisa kudunhu reMidlands vanoti tsaona…

‘Poacher’ Kufahandiuyi ayeredzwa achitandisa nhoro

Kingstone Mapupu MURUME aivhima mhuka zviri kunze kwemutemo nevamwe vake vatatu kumasango eMorena Game Ranch kuKwekwe akazoyeredzwa nerwizi apo aidzingirira nhoro. Tsaona iyi yakaitika nemusi wa14 Kukadzi nenguva dza10 manheru.…

Munyai apondwa auya netsvakairakuno yeUS$30

Kingstone Mapupu MURUME anove munyai kana kuti sadombo aiva atumwa netsvakiraikuno yeUS$30 yemwanasikana weimwe mhuri yekuMwenezi, kuMasvingo – uyo aive atizira kumukomana wake – akapondwa nevemhuri iyi vachiti mari yacho…

Murume asungirwa sutukesi izere mbanje  

Kingstone Mapupu MURUME ane makore 28 okuberekwa wekuWestern Triangle kuHighfield, muHarare akasungwa nemapurisa kuMasvingo mushure mekuwanikwa aine sutukesi izere mbanje iyo yairema 10 kgs iri mumotokari yake. Kelvin Chiyangwa akawanikwa…

Zimpapers yoita Languages Day Expo

Munyori weKwayedza KAMBANI huru munyaya dzenhau nekutepfenyura munyika yeZimpapers svondo rinouya ichaita chirongwa chekucherecheza zuva guru remitauro yerurimi rwaamai  reLanguages Day Expo muHarare nedzimwe nzvimbo dziri kumativi mana donzvo guru…

TICHARWA SEMVUMBA: MIGHTY WARRIORS

Abel Ndooka CHIKWATA chenyika chenhabvu chemadzimai chemaMighty Warriors chiri kupinda muhondo nemusi weChina svondo rino apo chichasangana necheAngola mumutambo wekurwira kuenda ku2026 CAF Women’s Africa Cup of Nations (WAFCON). Mutambo…

DeMbare yorongera Simba Bhora

Abel Ndooka KUNOTSVA demo kugosara mupinyi kuRufaro Stadium muHarare nemusi weMugovera uno apo shasha dzeCastle Premiership, Simba Bhora, ichasangana neDynamos FC mumutambo weCastle Challenge Cup. Mutambo uyu ndiwo wekutanga wemwaka…

MaWarriors anofanirwa kusunga dzisimbe

Abel Ndooka CHIKWATA chenyika chemaWarriors chine gomo guru rekukwira apo chiri kusangana necheBenin pamutambo wekurwira kuenda ku2026 FIFA World Cup uyo uchatambirwa kunhandare yeMoses Mabhida Stadium kuDurban, kuSouth Africa munguva…

×
×