Mari yasunga gadziriro yekuvhurwa kwezvikoro

VEZVITORO zvinotengesa zvinhu zvinoshandiswa muzvikoro vanoti mwaka uno bhizimusi rakaderera nekuda kwekushomeka kwemari munyika izvo zviri kuita kuti vabereki vakundikane kutengera vana vavo mayunifomu

GRADE 7: Mazita ezvinhu zvakawanda

Ticha Danga ZVINHU zvakawanda zvikaunganidzwa kuita dutu zvinodaidzwa nemazita azvo. Zvimwe zvinogona kunge zvichitozvifambira zvega asi zviri pamwe chetewo zvopihwawo mazita.

Oroverwa machipisi neyogati

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKOMANA wekuoneswa ndondo nemusikana waakarambana naye achiroverwa kuti adzore mari yaakamutengera yogati nemachipisi panguva yavaidanana akatozopotera.

Hatinei neNyatsime: Makunde

MUNYORI mukuru wekanzuru yeChitungwiza, VaGeorge Makunde, vanoti kanzuru yavo haisisina chekuita nemasitendi ekuNyatsime uko kuri kungogara vanhu.

Mushandi

naTapiwa E. S. Makopa Richiti vhuu kubuda zuva, Neniwo kwarakwashu panhovo ndamuka, Kumukira kunoshandira yechizvarwa nyika, Handiti kudya chemuzvere kubata rusvava, Ndotobuda ziya kushandira ivhu racho rigondipa. Kubva richiti simu…

A-LEVEL — MASIMBA: VaMugoti munhu wenyama

“Munhu Wenyama” Ongororo (Enderero mberi): VaMugoti munhu akasikwa naMwari ari munhu wenyama, zvino semunhu akadawo mukadzi wekugara naye sekusikwa kwaakaitwa. Vakaitawo Monica mudzimai wavo sezvinodiwa

Ziva – Mbuya muderere

Kapembenene kane mubvunzo wesvondo rapera kanonzi ambuyamuderere. Zita iri rinobva pakufamba kwakanoita sekunge kane hukama nerwaivhi, kana kuti kunge munhu ari kunamura derere. Dzimwe dzemhinduro ndeidzi:

DETEMBA TINZWE: NYUCHI

naLorraine Chando Chipo chekushandatakapihwa pachokwadi Isu nemhuri dzedu hatishuvi zvinonaka.

‘Huwori bodo, chengetedzai mhuka’

VASHANDI vanochengetedza mhuka dzesango vanokurudzirwa kuita basa ravo nemazvo uye kuti vasiyane nehuwori hwekupihwa chiokomuhomwe nenhubu dzinovhima mhuka zvisiri pamutemo.

Mai mwana pamba vhuu nembatya dzechikomba

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKADZI wekusada kurambwa mushure mekunzi akaenda kumba nembatya dzechikomba akachema-chema mudare achiti murume wake achiri kumuda.

×