Chitunha hachisati chamuka

MUPOROFITA uye wechechi yeJohane Masowe weChishanu wekumindamirefu yeShanga, kuBeatrice, wekuvimbisa kuti chitunha chemukuwasha wake chichamuka mushure mekuita usiku hwose achichitova nemvura

Ngwarirai zvirwere zvemanyoka: WAG

SANGANO reWomen’s Action Group riri kuyambira veruzhinji kuti vangwarire zvirwere zvemanyoka zvakaita sechekorera izvo zvinowanzokonzerwa nekusashambidzika kwenharaunda, kunyanya munguva yekunaya

A-LEVEL — PAFUNGE: Rudo anosangana naMai Kamunda. . . ndokupihwa mapiritsi

CHITSAUKO 19 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Zvakaitika ndezvekuti Susan ari kumba kwaOzius, uyo ainge aenda nebhazi raaishandira semukokeri, pamba

Zvimbokoma zvotsva kuChivhu

KUCHANGE kuri kumakuwerere svondo rino nemusi weMugovera kuChivhu uko vatambi 30 vetsiva vemumapoka akasiyana vachabandana mumutambo weThe Bees Boxing Tournament uyo uri kurongwa naCharles Manyuchi

— Mudzidzisi raira —ZVIRUNGAMUTAURO

CHINO chidzidzo chinobva mukukoka kwatinoita varairidzi kuti vadzidzise vana chiShona chamandorokwati chinonzi “MUDZIDZISI RAIRA”. Chidzidzo chino chinobva kumumwe murairidzi wepaKatsande Primary Schoo,

GRADE 7: Gona kupatsanura, kubatanidza mazwi

Ticha Danga CHIKAMU chapfuura taitarisa kuti tingabatsirane sei nenyaya yemitemo yekunyora. Nyaya iripo ndeyekuti tinoda kuti titsvage nzira dzekuti vanyori vebvunzo vasarasa zvibodzwa zvavo nenyaya dzinogona kugadziriswa.

Vatori venhau vopangana mazano kuChina

VATORI venhau vemapoka akasiyana, avo vakabva kuZimbabwe, vari kuno kuChina uko vari kupinda musangano wekudyidzana kwakanaka kweZimbabwe nenyika iyi pamwe nekupangana mazano maringe neruzivo rwutsva

‘Ndipe $500, imwe yacho ndinotenga mabanana’

Kudakwashe Chinokuya VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati anoda $500 yemendenenzi pamwedzi yekuchengeta mwana mumwe chete uye imwe yemari iyi ndeyekutengera mwana mabanana.

Tirauzi risisina zipi

KANA uchiziva zvaunoziva, ini ndisingazive zvacho zvaunoziva, hazvireve kuti iwe unoziva kundidarika. Kana ndikafoira zvawabvunza, ndikabuda muzama ndichinge mombe yavhiyiwa ganda iri mhenyu, hazvireve kuti handina

DETEMBA TINZWE – AKURUMA NZEVE NDEWAKO

naMeloncia Misihairahwi Swedera pedyo mwana weyangu hanzvadzi, Nyatsoteya dzako nzeve mwachewe, Uchengete mutana anokuruma nzeve, Vakuru vakati miromo yavakuru haiwiri pasi. Zvawakati wawana pokuruvira imo mudhorobha, Mudhorobha guru rine mukurumbira,…

×