Murume anyura vachizvitora mifananidzo
Lovemore Kadzura MURUME ane makore 22 okuberekwa akafa mushure mekutsvedza uye ndokunyura mumvura pamapopoma eBridal Veil Falls ari muChimanimani National Park apo vaizvitora mifananidzo nevamwe vake vatatu. Nyasha Mashava wekuVillage…
Musambo wechitendero ucharamba uripo: Charles Charamba
Tafadzwa Zimoyo KWEMAKORE akawanda, ndiye ange ari chiso pamwe chete nemazwi emusambo wechitendero muZimbabwe. Parizvino, shasha iyi — Charles Charamba — anoti musambo uyu, uyo akazvipira kuimba muupenyu hwake hwose,…
Maminitsi 30 murume achirwisana negarwe
Kingstone Mapupu MURUME ane makore 31 okuberekwa anogara kuKingsdale, kuNorton, uyo anoti akarwisana negarwe kwemaminitsi makumi matatu, ari kutsvaga rubatsiro rwemari inodarika US$1 000 yokuti arapwe zvichitevera kutyorwa kwaakaitwa maoko…
Kambo ‘Tiri Vana vaMambo’ kosimudzira vakawanda
Mbulelo Mpofu KAMBO kemuimbi wemusambo wechitendero ane mukurumbira — Everton Mlalazi — ako kanonzi ‘Tiri Vana vaMambo’ kakadzama uye kanoyeuchidza vanamati kuti ndivanani munaMwari. Kane mashoko ari pamusoro pekupa tariro…
Vamwene hutu nemwana mucheche wemuroora vachida kufadza chikomba
Muchaneta Chimuka MUNYAYA inokahadzisa zvakanyanya, vamwene vane makore 38 okuberekwa vakatiza nemwana ane masvondo matatu ekuberekwa wemuroora wavo kubva kuChitungwiza uye ndokuenda naye kwaMurehwa vachida kufadza chikomba chavo kuti chigofunga…
N’anga, mumwe wayo vopomerwa kuba makwande ehaka
Danisa Masuku IMWE n’anga nemumwe wayo, avo vose vanoshanda kuTrophy International Consultants, vakazvuzvurudzirwa kudare rekuBulawayo vachipomerwa mhosva yekuba makwande ehaka anosvika 32 emushandirwi wavo. Phatheng Dube (64) naThokozile Dube, avo…
Mudzimai (27) opika mwedzi 8 mujeri nekuda kweshanje . . . akapamba vasikana 2 achivapomera kudanana nemurume wake
Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wemubhuku raNechiva kuDema, kwaSeke – Noreen Mandevane (27) – akatongerwa kugara mujeri kwemwedzi misere izere mushure mekubatwa nemhosva yekupamba vasikana vaviri uye ndokuvatorera nharembozha dzavo achiti vanodanana…
Varidzi ve‘brewery’ inobika doro zvisiri pamutemo vasungwa
Raymond Jaravaza MAPURISA ekuBulawayo akasunga mumwe murume nemukadzi nemhosva yekubika doro rinonyanya kuzivikanwa nekunzi ‘njengu’ pamuzinda wavo uyo usina kunyoreswa zviri pamutemo pakati peguta iri. Murume nemukadzi uyu vakavharirwa mutirongo…
SCOTTLAND, KAIZER CHIEFS DHUMA-DHUMA
Langton Nyakwenda SHASHA yeCastle Premer Soccer League, Scottland, ichaona kusimba kwayo maringe nekutamba mitambo yepasi rose apo ichabandana neKaizer Chiefs yekuSouth Africa mumutambo weToyota Cup munguva pfupi iri kutevera. Chiefs…
MaMighty Warriors achine basa guru rekuita
Tadious Manyepo ari kuNDOLA, Zambia ZIMBABWE nomusi weChipiri manheru yakataridza kuti ichine basa guru rekuita zvichitevera kukundwa kwayakaitwa neZambia mufainari yemutambo we4Nations Women’s Championship muLevy Mwanawasa Stadium kuZambia. Pane musiyano…











