Murume (25) aponderwa pabhawa
Kingstone Mapupu MURUME ane makore 25 okuberekwa wekwaSabhuku Mbombela kwaMambo Malisa kuSilobela, kuKwekwe akapondwa achiita zvekutemwa mumusoro nebhodhoro redoro nemumwe murume pabongozozo remubhawa. Nyaya iyi yakaitika nguva pfupi yadarika panzvimbo…
Mabvazuva Choral Group yazviita zvakare
Abel Ndooka CHIKWATA chenziyo dzechitendero chine mukurumbira cheMabvazuva Choral Group hachisi kudzokera shure murwendo rwekutendeutsa vanhu zvichitevera kubura kwachakaita dambarefu idzva rechipfumbamwe rinonzi ‘Mibvunzo Yenhando’. Dambarefu idzva iri rine nziyo…
Murume (44) arwiswa akabirwa, ndokuzozviuraya
Lovemore Kadzura MURUME ane makore 44 okuberekwa wekwaZimunya, kwaMutare —wekutadza kugamuchira kukuvara kwaakaita mushure mekurwiswa nematsotsi — akazozviuraya izvo zvakasiya vagari vemunzvimbo iyi vasina neremuromo. Washington Mashingaidze wekwaSabhuku Matika, kwaMambo …
Murume atsikwa nechitima akagara munjanji
Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 55 okuberekwa anonzi akatsikwa nechitima apo aive akagara pakati penjanji kuMelfort, kuGoromonzi manheru emusi weChitatu svondo rapera. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonaland East, Inspector Simon Chazovachiyi,…
Murume (30) apotsa afira bhachi
Dalyn Chigwizura MURUME ane makore 25 okuberekwa wekuBulawayo akatongerwa kugara mujeri kwemakore mashanu nekuda kwemhosva yekuedza kuuraya munhu nekumubaya kumusana nepadumbu nebanga mushure mekunge vanetsana nekuda kwebhachi. Khayalethu Thwala wekuMethodist…
Kaka amiswa basa . . . opomerwa kushandisa juju
Tadious Manyepo MAZUVA mashoma mutambo mukuru pakati peDynamos neHighlanders wabva mukutambwa, DeMbare yamisa basa murairidzi wayo, Genesis “Kaka” Mangombe, apo ongororo iri kuitwa maererano nemhosva dzaari kupomerwa, dzinosanganisira kushaya ruremekedzo…
ADVERTORIAL: Reply to the Second Reading debate: Constitution of Zimbabwe Amendment Bill No.3, 2026 by Honourable Ziyambi
Introduction Mr. Speaker Sir, I rise to reply to the Second Reading debate on the Constitution of Zimbabwe (Amendment No.3) H.B.1. Bill, 2026. Before doing so, may I thank Honourable…
Makondomu 15 800 agoverwa paForbes Border Post musvondo rimwe
Tendai Gukutikwa MAKONDOMU anosvika 15 800 akagoverwa svondo rapera chete kuvatyairi vemagonyeti, vanoita mabhizimusi ekuenda kunze kwenyika vachinohodha zvinhu zvakasiyana-siyana, vanoita basa rekutengesa muviri nevamwe vafambi paForbes Border Post neveZimbabwe…
Kunwa doro nechikwereti imhosva . . . varidzi vemabhawa vane mvumo yekudzinga ma‘poacher’
Ray Bande KUTENGA kana kutengesa doro nechikwereti imhosva pasi pemutemo muZimbabwe uye vari mubhizimisi iri vakadai sevemabhawa vanogona kubhadhariswa faindi kana vakaritengesa nechikwereti. Mutemo weLiquor Licencing Act [Chapter 14:12] Section…
Murume (22) apondwa mudzivo repabhawa
Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 22 ekuberekwa akabaiwa nebanga ndokufa mushure mekunetsana nemumwe murume apo vaive kunze kwebhawa paChikato Business Centre, kuShurugwi nguva pfupi yadarika. Mutauriri wemapurisa mudunhu reMidlands, Inspector…











