Muzukuru oda kuurayira ambuya (60) imba yavo
Kingstone Mapupu AMBUYA vane makore 60 okuberekwa vanogara kwaChigovanyika kuSt Marys, kuChitungwiza vanoti vashaiswa mufaro nemuzukuru wavo anotora zvinodhaka uyo anogara achivatukirira achiti vanofanirwa kufa kuitira kuti atore imba yavo.…
Kusazeza kuzama zvitsva kwandisimudzira: Feli Nandi
Trust Khosa MUIMBI ane mukurumbira, Feli Nandi, anoti kuve nerutendo uye kusatya kuzama kuita zvinhu zvinotaridza sezvisingazobudirire ndizvo zviri kuita kuti arambe achisimukira muindasitiri yezvemimhanzi zvisinei nekuti anenge achisangana nezvigozherwo.…
Mudzimai arikita murume nekuda kweSMS yechikomba
Lovemore Kadzura MUDZIMAI ane makore 26 okuberekwa wekwaMakoni, kudunhu reManicaland atongerwa kugara mujeri kwemwedzi mitanhatu nemhosva yekurova murume wake mushure mekunge aona mashoko erudo munhare yake ayo aibva kune chikomba…
Mutyairi wekombi akandwa mujeri apinda robhoti dzvuku
Zvikomborero Parafini MUMWE mutyairi wekombi wemuHarare akatongerwa kugara mujeri kwemwedzi makumi matatu mushure mekubatwa nemhosva yekusamira parobhoti rakatsvuka mumugwagwa weBorrowdale. Harmony Duri (25) akamiswa pamberi pemutongi wedare reHarare Magistrates’ Court,…
Mhuri yopera kurasika njere nengozi . . . amai vakazvarirwa kumurume asi vakazoramba kuenda
Kingstone Mapupu MHURI inobva kumapurazi ekuSana, mudunhu raMambo Musikavanhu, kuChipinge, inoti vari kupera kurasika njere nokuda kwengozi yemurume anonzi akapihwa mukadzi kuburikidza nenzira yekuzvarirwa kwaamai vavo vachiri pwere asi ndokuzoramba…
Murume (52) akatsva gumbo nemoto wembaura rikazodamburwa
Kingstone Mapupu MURUME anogara kuEpworth uye kumusha achibva kwaSabhuku Kazangarare kwaMurombedzi, kwaZvimba anoti anodemba kudziya mbaura kwaakaita makore matatu akadarika zvakazokonzera kutsva makumbo ose ndokuzodamburwa rimwe racho. VaMaxwell Mambo (52)…
LIVE: Independence Day Main Celebrations in Maphisa, Matabeleland South Province
Welcome to our Live Blog from Maphisa Stadium, Matabeleland South Province. As Zimbabwe marks its 46th Independence anniversary today, the dusty plains of Maphisa have come alive, carrying more than…
Mwanakomana (13) otsvagwa atiza pamba arovha chikoro
Muchaneta Chimuka MAPURISA ari kutsvaga rubatsiro kune veruzhinji kana paine vane ruzivo maringe nekuna Tadiwa Mushore (13) wekuZone 6 kuHopely, muHarare uyo akagumisira kuonekwa nomusi wa5 Kurume gore rino apo…
Sabhuku aripiswa abatwa aine matehwe embada, dehenya regudo
Yeukai Karengeza SABHUKU Ernest Nhamburo (51) wekuChiweshe, kudunhu reMashonaland Central akabhadhariswa faindi yeUS$200 nedare mushure mekuwanikwa aine dehenya remusoro wegudo nematehwe maviri embada zvose zvinokosha US$40 500. Nhamburo akamiswa pamberi…
Mutyairi werori afa rawira murwizi
Kingstone Mapupu MURUME aityaira rori rerudzi rweShacman truck iro raidhonza matirera maviri mumugwagwa Masvingo-Mbalambala, kuZvishavane akafa mushure mekunge motokari iyi yapoya mumugwagwa ndokunowira mumvura pabhiriji rwerwizi rwaNgezi nguva pfupi yadarika.…











