Kasvava karaswa musango

Tendai Gukutikwa MWANASIKANA anove kasvava, uyo anofungidzirwa kuti ane masvondo matanhatu ekuberekwa, akawanikwa akaraswa pedyo nemiti yemibhanana kunzvimbo yeGaza “O”, kuChipinge. Mutauriri wemapurisa kudunhu reManicaland, Assistant Inspector Wiseman Chinyoka, vanotsinhira…

Murume (49) atemwa nedemo akafa nekuda kwegirosari rakashaikwa

Kingstone Mapupu MURUME ane makore 49 ekuberekwa wekuRedcliff, kuKwekwe akatemwa nedemo ndokufa mushure mekunetsana nemumwewo murume ane ngoro yemombe yaaiva ahaya kuti imutakurire girosari rake apo rimwe racho rakazoshaikwa. Nyaya…

‘Ndinoshinha nenyoka uye ndave kutozvifarira’

Kingstone Mapupu MURUME ane makore 29 okuberekwa anobva kwaSabhuku Chipakanwa, kwaMambo Marange, kuBocha, kwaMutare, anoti apfidza nekushinhwa naye nenyoka yerudzi rweshato asi ave kutonzwa kuzvifarira. Archford Chikwariro anoti dambudziko iri…

Indasitiri yezvemukaka yasimukira zvikuru

Rutendo Nyeve INDASITIRI yezvemukaka wemombe iri kusimukira zvakanyanya muZimbabwe zvichitevera kuwedzera kwayakaita nechikamu 129 percent kubva muna 2017, pachiburwa marita anosvika 155 miriyoni gore rapera. Izvi zvinotevera basa guru riri…

ZIM, UNDP zvosimbaradza mushandirapamwe

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yosimbaradza mushandirapamwe nesangano reUNDP mukuita zvirongwa zvinosimudzira upfumi hwenyika neraramo yevanhu, zvikuru sei vagari vekumaruwa. Izvi zvinotevera musangano wakaitwa muHarare nguva pfupi yadarika wekunzverwa zvirongwa zvinosanganisira kusimudzira…

Mwanakomana (13) otsvagwa

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) vari kutsvaga Tafadzwa Gwenya (13) wemumusha weMucheke F, kuMasvingo uyo akabva pamba achienda kusingazivikanwe nguva yadarika. Mwana uyu aigara panhamba 10946 mumugwagwa waKufandada…

Makororo mana opika jeri kwemakore 31 

Kingstone Mapupu VARUME vana (4) vanobva kuWhitecliffe kudunhu raMambo Zvimba vakapihwa chirango chekugara mujeri kwemakore 31 pamumwe nemumwe wavo mushure mekubatwa nemhosva yekuba zvinhu zvakasiyana-siyana. Makororo aya ndiPeter Mabasa Tsaramunda…

Vanoshungurudza vanasikana hokoyoyi: Madzimambo

Kingstone Mapupu MADZIMAMBO voyambira vanhurume vane katsika kekushungurudza pabonde vanasikana vasati vabva zera vachiguma vavapa pamiviri zvinozoita kuti vasiire dzidzo panzira kuti vasiyane nehunhubu hwakadai. Mambo Ngezi, VaPeter Pasipamire, vanova…

Mwanasikana (16) apfimbwa paFacebook ndokubatwa chibharo

Muchaneta Chimuka MWANASIKANA ane makore 16 okuberekwa wekuBuhera, uyo akatsvaka rudo paFacebook, akasvika pakuvhevhetedzwa nemurume ane makore 22 waaifunga kuti achamuroora ndokubva amubata chibharo. Akasangana nemurume uyu paTrabablas Bus Stop…

Mukombe weMukuru 4Nations wauya kuZim

Tadious Manyepo ari kuFRANCISTOWN NZARA yemaWarriors yekuhwinha mukombe kwemakore masere yapera. Izvi zvinotevera kuhwinha kwaakaita mumutambo weMukuru 4Nations final kuObed Itani Chilume Stadium, kuBotswana, nomusi weChipiri manheru apo akakunda Zambia…

×