Muzarabani adomwa pakati peshasha dzeWorld Cup
Abel Ndooka MUTAMBI wechikwata chenyika checricket chemaChevrons — Blessing Muzarabani — akadomwa kupinda muchikwata chakatamba zvinonwisa mvura kumutambo uchangopera weICC Men’s T20 World Cup, uyo waitambirwa kuIndia neSri Lanka. Mutambo…
‘Hamungaimbi song yangu!’ . . . Stunner otsoropodza BaShupi
Zimpapers Arts and Entertainment Hub MUIMBI ane mukurumbira mumisambo inoti hip-hop uye urban grooves, Desmond Tambawoga Chideme, uyo anonyanya kuzivikanwa saStunner, anoti ari kushungurudzika nekuimbwa kwakaitwa kambo kake “Godo” padopiro…
Muporofita arova mudzimai akabva pamuviri
Kingstone Mapupu MUPOROFITA anova muvambi wechechi yeLiving Waters Church kuMbizo, kuKwekwe akasungwa nekuda kwemhosva yekurova zvakaipisisa mudzimai wake aiva nepamuviri zvakazoita kuti abve pamuviri apa. Prophet Simabyu Shiri (37) anonzi…
Apostle Tasara azviita zvakare
Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzechitendero – Apostle Tichaona Tasara – orwisa kutorwa kwezvinodhaka nevechidiki uye nekuvakurudzira kuti vave nehunhu hunoyemurika kuburikidza nekambo kake katsva kaakabura kanonzi ‘Temberi YaJehovha’. Pakambo aka,…
Minister Faith Dzawoma auya na‘Wakafanana NaJesu’
Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzechitendero – Minister Faith Dzawoma – akabura kambo katsva kanonzi ‘Wakafanana NaJesu’ ako anoti kanokurudzira veruzhinji kuti vave nerudo nevamwe uye vararame upenyu husina zvitadzo. Kambo…
Musikana (12) ‘atizira’ kumurume (32)
Kimberley Chitambara MURUME ane makore 32 okuberekwa wekuBulawayo akamiswa mudare achipomerwa mhosva yekubata chibharo mushure mekunge ashinha nemusikana ane makore 12 okuberekwa uyo pasi pemutemo anonzi haakwanise kunge achibvuma kuita…
Vanhu 1 513 varumwa nenyoka
Nyore Madzianike HURUMENDE iri kusimbaradza zvirongwa zvekubatsira vanhu vanenge varumwa nenyoka pamwe chete neimbwa kuburikidza nekuwanisa mishonga yekurapa yakaringana panguva iyo vanhu vanosvika 1 513 vanonzi vakarumwa nenyoka munyika yose…
N’anga yazviurayira pamba peshamwarikadzi yarambwa
Lovemore Kadzura N’ANGA ine makore 33 okuberekwa, Martin Mutandwa, akazviuraya kuburikidza nekuzvisungirira pamba peshamwarikadzi yake mushure mekunge arambwa kuDewedzo, kwaRusape. Izvi zvinotevera kunetsana kwainge kwaita godobori iri nemudikani wake, Edith…
Murume (23) ofondoka pasina mubhadharo ashinha nepwere
Kimberley Chitambara MURUME ane makore 23 okuberekwa wekuNkayi, uyo akashinha nemusikana ane makore 13 okuzvarwa, akamiswa mudare ndokupihwa chirango chekufondoka kwemaawa 630 pasina muripo. Khulani Nkomo wemubhuku raMtshatshane akabatwa nemhosva…
Kukwira kwemitengo yemafuta ezvifambiso: Hurumende yopindira
Munyori weKwayedza HURUMENDE yapindira mukubatsira vatengi vemafuta ezvifambiso akadai sepeturu nedhiziri nekuredza mari yemitero nechinangwa chekudzivisa kukwira kwemitengo zvakanyanya zvichitevera kukwira kuri kuita mitengo iyi pasi rose nekuda kwehondo yekuMiddle…











